lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu winky d – copyrights

Loading...

yo layaan, oskid (kenako music)
gafa kusvika ndafa (igwe)

[verse 1]
paghetto zvinhu hazvina k-mira mushe this time (no no no)
asi chichemo changu k-ma youths haikonai k-mixer necrime (no no no)
misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma akandwa boma
tiri ku trier but hakuna kana chiri kufaya
and hamusati maona hamusati maona
vanongoti hire pavanodira voti fire
ndaramba no disguise
ndakuda ghetto voice
toda kupukunyuka nhamo tocky vibes
handichada zviya zvekuti unondounzira bhaibheri wobva wanditi nditsanye 40 nights
ndirini chandiri kungoda ka better life
handivhare maziso kusvika nda getter price
this time ndakasvinura hakuna anondigarisa mudish nekuti handisi satellite

[hook]
tisu tine macopyrights enhamo asi tinongoseka sengano
ndisu tinozvi feeler zviri pano but tinongoseka sengano
oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)
oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)

[verse 2]
toshanda 8 to 5
kutsvaga kurarama hapana zheti mulife
landlord ndamutiza nhasi date ndi 5
paghetto pangu zviri kupisa aihwa haisi bhaizi
zvimoko zvobviswa humhandara neplate yerice
madhara oda twechidiki achisiya yavo size
kuvabvunza vanokupindura tichiri boys
isu dzatinoti hanzvadzi kwavari ndoma toys
vakuru muchida ini ndandichapa advice
nhamo haina basa nezera kana nebody size
ndosaka ndati tine ma poverty copyrights
ndodawo kalife kemudenga kunge emirates

[hook]
tisu tine macopyrights enhamo asi tinongoseka sengano
ndisu tinozvi feeler zviri pano but tinongoseka sengano
oh oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)
oh oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano

[verse 3]
misodzi yochururukua ari kudzingwa
nemari yemusika kugwazh ndakaenda
ini ndotenda vari kutengesa kururiritira mhuri 365 days dze calendar
ndabva ndapinda glen view ndaona macarpenter
sando munadzo torai dzimwe idzi macarpenter
kuzama kujekesa mberi kwatinoenda
hapasi kubuda zvakawanda but isu tinotenda
ndikafunga zvelife yangu ini ndazvi tormentor
kungondi ndine nungo wandi offender
ndiri kuzama kuzvibatanidza zvichiramba maghetto youths hatisi ku pretender

[hook]
tisu tine macopyrights enhamo asi tinongoseka sengano
ndisu tinozvi feeler zviri pano but tinongoseka sengano
oh oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)
oh oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano

[verse 1]
paghetto zvinhu hazvina k-mira mushe this time (no no no)
asi chichemo changu k-ma youths haikonai k-mixer necrime (no no no)
misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma akandwa boma
tiri ku trier but hakuna kana chiri kufaya
and hamusati maona hamusati maona
vanongoti hire pavanodira voti fire
ndaramba no disguise
ndakuda ghetto voice
toda kupukunyuka nhamo tocky vibes
handichada zviya zvekuti unondounzira bhaibheri wobva wanditi nditsanye 40 nights
ndirini chandiri kungoda ka better life
handivhare maziso kusvika nda getter price
this time ndakasvinura hakuna anondigarisa mudish nekuti handisi satellite

[hook]
tisu tine macopyrights enhamo asi tinongoseka sengano
ndisu tinozvi feeler zviri pano but tinongoseka sengano
oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)
oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...