lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu winky d – chauruka

Loading...

[intro]
kutonhodwa kwa chauruka
variko mukurarama kwedu
vanozvitutumadza tiri kuona zvedu
vanotedzera kurira kwengoma inoti pangu pangu
kana kunoku oskid inga inorira pangu pangu

[chorus: winky d & tocky vibes]
kutonhodzwa kwa chauruka
vaive denga vachaburuka
kutonhodzwa kwa chauruka
vaipembera vachasuduruka
vajaira mupururu, mupururu
vajaira mupururu, mupururu
[verse 1: winky d]
pasi pano hapanzwaro pakaturunura mikono
kudzikama kune mubairo saka famba uine muwono
vamwe vachiti ndisu vachenjeri vakabva k~mabvazuva
muchatsigirwa neva nyengeri muchatadza kupapfuura
saka dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama
dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama

[chorus: winky d & tocky vibes]
kutonhodzwa kwa chauruka
vaive denga vachaburuka
kutonhodzwa kwa chauruka
vaipembera vachasuduruka
vajaira mupururu, mupururu
vajaira mupururu, mupururu
pacharira mupururu, mupururu

[verse 2: tocky vibes]
remekedza vanodzika gomo paunorikwidza iwe
nekuti paunenge wakudzika vanogona vorikwidza iwe
munhu wese wenyama anodarika saka imbomira kundidadira
chete iwewe hauwudzike
chete iwewe hautsiurike (hiwе hiwe)
chin0bhururuka chinomhara usabva wanyanya kuzvikudza kuva rombo, uchikanda matombo
hatisi kurwa hatisi kurwa kungotsiurana
ukange wavhurwa wavhurwa
[chorus: tocky vibes]
kutonhodzwa kwa chauruka
vanozvikudza vacha ninipwa
kutonhodzwa kwa chauruka
vanorema vachato rеruka
pacharira mupururu, mupururu
nemuridzo mhururu

[verse 3: winky d]
manyemwe nemunyama zvine hochikochi zvinofambidzana
vemanyemwe havatore nguva kupukuta misodzi pamatama
achadzikamisa hana achafara ramangwana
tsiuranai pahukama pakudonha mogamhana
haiwa dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama
dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama

[chorus]
[chorus: winky d & tocky vibes]
kutonhodzwa kwa chauruka
vaive denga vachaburuka
kutonhodzwa kwa chauruka
vaipembera vachasuduruka
vajaira mupururu, mupururu
vajaira mupururu, mupururu


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...