lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu voltz jt – jamba manumber

Loading...

unoona toita mazi time tiri paroad
city to city
kudhara ndaifona pa~diki padiki
but mazuvano ndiri busy busy
hanzi wakuganza manje
ndichiri zvandanga ndiri

except mazuva ano manje
ukaona vakuburitsa maspeaker panze
then wakuziya takusvika manje
zvakutanga manje
tonotambirwa nevese
vakamira panze
imbozvizorodza mupfungwa
usafunge zvakawanda
usaremedze hana

zvikanzi jt achabatikira areasthen takujamba manumber
isusu tane vanhu vanomira nesu nyangwe zviitesei

havabvunze zvakawanda
vakanzwa jt achabatikira areas
vanoziya vacha..
jamba manumber

time yavaifanira kutimisa
vakatadza
hapasisina mukana
lucky rokuwana
wane nguva uchiritsvaga
jesu ngaasasvike wakarara

saka ini anditeere potaurwa
madhiri akadhakwa
inwa asi usararadze

unoona pakutanga chega chega
chataigona inharo
zvaramba tairamba
kuti zvaramba
but izvezvi tabho
ndoverenga macomments
from my peoplе when i’m low
vachitaura kuty usavharwe
manumber aya mabhoo
weekеnd ichisvika tirikusangana kushow
ndovatipa bho gen’a zvese zvinoita bho

imbozvizirodza mupfungwa
usafunge zvakawanda
usaremedze hana
zvikanzi jt achabatikira areas then taku jamba manumber
isusu tane vanhu vanomira nesu
nyangwe zviite sei
havabvunze zvakawanda
akanzwa jt achabatikira areas vanoziya

vacha jamba manumber

zvikanzi jt achabatikira areas
then takujamba manumber


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...