lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu vardolysis – makorokoto

Loading...

intro

g mashy (churchboy)
vardolysis
churchboy clique
let’s go

verse 1 (churchboy)

nhasi tirikufara nekuti tadadisa
tanga tiri muzvivi nhasi taburitswa
i was livin in the sin
now i’m back in the game and
it’s all good
check this out
satan tamubilivisa
plus tamuwachisa
anga akufarisa vana jesu tichingo suffer
chakatisungirira chichiti tambisa kwasa kwasa
asi jehovah ebenezer, tarisa uone kwaatisvitsa
let’s go

prechorus (vardolysis)

this is our time to celebrate.(celebrate)
let us shine like seven carat (diamond)
and now it’s our right time to celebrate (celebrate)
so let us shine, like seven carat (diamond)

chorus (vardolysis)

makorokoto congratulations
makorokoto apa wadadisa
makorokoto congratulations
mufaro wazadzisa

makorokoto zvirambe zvakadaro
vechidiki vemumhuri wavapa hwaro
makorokoto misodzi ye mufaro
makorokoto congratulations

verse 2 (vardolysis)

zuva ranhasi tirikufara
vaitiseka varikunyara
nhamo yanga yakutimara
unoita rombe ukarivara

hapana chinouya wakangogara
nguva haimire ukapusa unosara
zvoda kuve wakatongwara
pandima hapana yekutombogara

we gotta thank you jesus
for your presence is such a bless
it’s like we were livin under a curse
panga pasina kana ma face

kana one wemuraini unokuti hes
this family has been h-ll of a curse
now they all look up to us
can’t believe from the way it was

chorus (vardolysis)

verse 2 (part 1) (churchboy)

churchboy ndogotadza kufara seiko
of course his love is like bigger circle
wanditora apa wandiisa apa
wandibvisa apa wandikanda uko
chitsike satan
satan chitsike
do it one more time chinemanyepo
handisisna nguva yekufadza devil
mwana wajesu ndazviita

(part 2) (vardolysis)

zuva ranhasi wandifadza
even now zvokatyamadza
kuti ndizvo zvatakatadza
chiona chinzvimbo chawatigadza

hongu wakakunda zvichikurwadza
muhupenyu unoramba uchingodzidza
mwari arambe achikuropafadza
usanete ramba uchimukudza
goo!

chorus

outro

ayeeeee ayeeee
ayeeeeee

(it’s a really good feeling one of our own did it!)
(satan wakoniwa)

(glory be to god this deserves a kneeling)
(thanking his greatness we’re seeing)
can i see errybody hands high up in the ceiling)


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...