lirik lagu tanto wavie – so
ndanga ndisina kuziva kuti
rudo rwedu ruchanakidza so
ndanga ndisati ndaziva kuti
baby w~ngu unonakidza so ihaa, so ah
kuti vamwe venyu vacharwadziwa so ihaa so
kuti kune vamwe vacharwadziwa so
ndanga ndisina kuziva kuti
rudo rwedu ruchanakidza so
ndanga ndisati ndaziva kuti
baby w~ngu unonakidza so
ihaa so ndaisaziva kuti rudo
rwechokwadi runonakidza so
love yahoo irikuchuruka
irikuita kunge iri kudirwa sauce
imi vanovenga ndinzwei
babe w~ngu ndomuda zvamuchose
kunyangwe mukataura~taura tinomhanya by fire by force
utori moto urikukuchidzira ende ndikukuziya
baby
kana neniwo ndikukuchidzira saka haumbodzima
hum, iwe neni takapengesana takapenga takatodziya
hatife takapesana munzira yerudo baby unozviziya
ndanga ndisina kuziva kuti
rudo rwedu ruchanakidza so
ndanga ndisati ndaziva kuti
baby w~ngu unonakidza so
ihaa, so ah kuti vamwe venyu vacharwadziwa so
ihaa so kuti kune vamwe vacharwadziwa so
ndanga ndisina kuziva kuti
rudo rwedu ruchanakidza so
ndanga ndisati ndaziva kuti
baby w~ngu unonakidza so
love me, i love you baby
get me i get you yah you know
kiss me i kiss you
hold me i hold you baby i love you
i wanna get you everyday
handidi kutsanya ndikatofa nenzara
i got you baby
i got you my baby my
you know that i got you ever day
ndoda kukuisa muzone ndoda ufile some type away
baby iwe kusvika the real love
yavasingafe vaita iye
handife ndakusiya kusvikira ndakita angori makiihii
ndanga ndisina kuziva kuti
rudo rwedu ruchanakidza so
ndanga ndisati ndaziva kuti
baby w~ngu unonakidza so
ihaa, so ah kuti vamwe venyu vacharwadziwa so
ihaa so kuti kune vamwe vacharwadziwa so
ndanga ndisina kuziva kuti
rudo rwedu ruchanakidza so
ndanga ndisati ndaziva kuti
baby w~ngu unonakidza so
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu asen (chn) – 写不来情歌 (ghetto melody)
- lirik lagu trapmaker – nazgul
- lirik lagu jaydime – cartier skit
- lirik lagu luckhaos – a trindade do shittrap (macaco engraçado)
- lirik lagu presco lucci – аммм (ummm)
- lirik lagu los del limit – como olvidar
- lirik lagu sponsor bent – oven på
- lirik lagu millie turner – talk to me
- lirik lagu roxxy – slitz
- lirik lagu izzy aaronson – happier