lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu t1 wema1 – true love

Loading...

[ intro – t1 wema1 ]
yoh! ma1 atanga… inzwa… yah!

[ verse 1 – t1 wema1 ]
wakandida ndisina kana chimwe kana mbiri
rudo rwemandiriri – wakandida zvandiri
kwandiri zvaiita sekurota ndichipota
ndichimbozvitsunya ndaiti no mheni (norman) maroto aya
ma photo aya kutorerwa svoto aya
bhebhi g-ya kutorerwa bodo maya
paya pandakarohwa k-maraini kwenyu
vaitosimbisa rudo pamwe nemuchato
wako neni, bhebhi mira neni
anotenderwa kuyeva beauty yako mirror neni
tawananyasha, tsitsi nerugare
still zvakadaro vavengi havambofare
ita so bhebhi vanyime floor bhebhi
siya vazvifonere ma missed call bhebhi
mira ho bhebhi zvichaita bho bhebhi
imba tatovaka ava havana door bhebhi

[ hook – jeysz ]
handichada kurarama zviri shady
unoziva you ma number 1 baby
unondipa true love saka for your true love
ndinokupa true love baby
ukazevezera paya kuti daddy
unoziva that you drive me crazy
unondipa true love saka for your true love
ndinokupa true love baby

[ verse 2 – t1 wema1 ]
ndinoziva pane nguva yandaisakupa nguva
pandaitadza kubata nguva pandaisakudza nguva
ndakuudza ndopindira pa den zveka hour
ndinoziva kuti zvaikupedza power
pawaindimirira uchifona
uchiona time dzichifamba bhebhi apa usingambogona
nekusurukirwa kunge munhu afirwa
ndobvuma hangu ende ndainyanya kuzodzirwa
ndichirwa nepfungwa kuuya k-mba ndaikuda
zvichida pasina kurivara ndaibuda
mubhawa zveka hour sekukuvimbisa
kwandinenge ndaita apa ndichikusimbisa
usandityire bhebhi 1 or 2 ndotobuda
mhedzisiro yacho 1 or 2 ndozobuda
asi zvakadaro ini bhebhi ndinokuda
ndokupa true love bhebhi usandibuka

[ hook – jeysz ]
handichada kurarama zviri shady
unoziva you ma number 1 baby
unondipa true love saka for your true love
ndinokupa true love baby
ukazevezera paya kuti daddy
unoziva that you drive me crazy
unondipa true love saka for your true love
ndinokupa true love baby

[ bridge – phante ]
ndinotadza babie pakawanda asi ndokuvimbisa, vimbisa
ucha believer, believer girl (girl)
zvinooma sometimes (sometimes)
asi ndokuvimbisa i will try (i will try)
maheels, madress, mapurse, mascara
zvese ndokupaaaaaa!
pavanouya nema fake love
i go realer (oh yeah)
you’re the beauty i’m the beast girl – gorilla
i will treat you like a queen and give you all that you deserve
give you all that you deserve
give you all that you deserve

[ hook – jeysz ]
handichada kurarama zviri shady
unoziva you ma number 1 baby
unondipa true love saka for your true love
ndinokupa true love baby
ukazevezera paya kuti daddy
unoziva that you drive me crazy
unondipa true love saka for your true love
ndinokupa true love baby


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...