lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu t1 wema1 – spencer madziya (bonus track)

Loading...

[ intro ]
kuchinja magiya (repeat)
hanzi mdara kunge spencer madziya yzia
ma1 atanga!
kuchinja magiya
inzwa! yah!

[ verse 1 ]
sha zviri oviyaas, it’s only us
tinopisa tino popper muri corny asi
ana mdara vanga vari maosuofias
imi moti gas makabura zvakadhakwa
toti class takabura makanakwa, ndiri salty asi
i swear i’m sweet on your shawty ass
no hands but they claim they can body us
no pain but muchabuda musodzi nhasi
sarudza kapiritsi pakati pe kered nekeblue iwe sha call me mhofeus
tabura kapichisi kered kwete blue man u should know that i’m glorious
banga iroro that’s more for us
matrix flow takakosha stiri
dhiri vaka kopa vakabhosha skiri
marecovery zino rangu giri
ndiribairire zvangu wiri
chipo ichi w~ngu hachiperi handi sipo
zvaibhohwa ndandi sipo ndakupinda ridza pito
dzikamai mavhaire ana vitz pama vigo
unoomera maprops uri cheapo
ndipe sando dzangu usandipe ndisisipo
steve like biko kana ndiri cheeky ko iwewe uri chiiko?
[ pre hook ]
kana wakagara uchisaiza skiri
gara waiziya takuchinja magiya
kana wakagara uchibhaiza skiri
gara waiziya takuchinja magiya
wakambotitinyira tapinda mumadhiri
gara waiziya takuchinja magiya
wakambotivhara takukandira mabhiri
gara waiziya takuchinja magiya

[ hook x2 ]
kuchinja magiya (takuchinja magiya) x3
hanzi t1 kunge spencer madziya

[ verse 2 ]
chicurrent situation dеng lituation
hapana zvekuchapura ma quarts nema tots
tapinda relеgation nema regulation
hapana zvekuchapura ~ mathoughts emathots
chero uri mbada chapedza ma sports
hatina kana choice baba chatora ma votes
zvamwari ndokutipira hatizi pama jokes
the only time i kid kana paine ma goats
pasi nechihwai hwai, why would you do that
ndimi munofunga ndezvedance zvema ku klux
team raitsikira paden nema noose us
team rinorwiswana paden toti cool plus
tingamuke sei tichiti takarara tinenge takarindirwa na white jesus
ndinopinda chando kana ndikag~ya tinogarosasa someone might free us
chinja magiya umbopinda mamu 5
hazvina kana sense zveku liver some life
wakabairwa paknife sema customer astrive
nguva ichipera ungori ne 1 line
yolo w~ngu pama needs nema wants
kana wakazadza muden nemavans
uchisara usina kanozh kemabhanzi
ziva kuti njere hadzitengwe nemarands
[ pre hook ]
kana wakagara uchisaiza skiri
gara waiziya takuchinja magiya
kana wakagara uchibhaiza skiri
gara waiziya takuchinja magiya
wakambotitinyira tapinda mumadhiri
gara waiziya takuchinja magiya
wakambotivhara takukandira mabhiri
gara waiziya takuchinja magiya

[ hook x2 ]
kuchinja magiya (takuchinja magiya) x3
hanzi t1 kunge spencer madziya


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...