lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu t1 wema1 – fly away

Loading...

[ chorus – galis kush ]
sometimes i wish that i could fly away
fly away to a place faraway
where these demons can’t get in my way
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place faraway

[ verse 1 – t1 wema1 ]
munofunga ndakapenga sha ndinopega ndikafunga nhamo ndinoita kakupenga
mutoro wandinawo wandogara ndakasenga
dai maiziva ndinofunga maifenda
zvandifemba kushaya wekutemba
ndongodyiwa ndiri ndee sematemba
hapana chimwe magumo kutotsengwa
jeri ndiyo ndiro ndashaya kwekunzvenga
kutenga doro ndichigara ndakadhakwa
kubhema mogo ndichigara ndakabatwa
tw-turi tumatanho twekukwata
kubatwa nerima muchidima ndakavata
ndikasasa mamhepo akashata
chimbopaka unzwe level rekushata
akashata zvekushata sekushata kunoita kuvharwa ne top shata

[ chorus – galis kush ]
sometimes i wish that i could fly away
fly away to a place faraway
where these demons can’t get in my way
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place faraway

[ verse 2 – t1 wema1 ]
kukwira kudzika ndatsvaga rugare
kurohwa nekamhepo wakagara paruware
kurohwa nemamhepo wakagara haufare
ini dhuu ndabata runhare
kupinza phone call kuna iye akandibereka
zvimwe angandipe zano rakatsetseka
kuteta ka ko ndaita mutete ka
totodana kuna mwari akatendeka
ndasendeka pfungwa dzekare ndapenyerwa
ndoyeverwa pfungwa dzoramba ndoremerwa
ndombofunga ndakabata musuva kudimburira rwendo rwekuvata muguva
sometimes ndinosvika pakugumirwa
sometimes ndinosvika pakukurirwa
sometimes ndinosvika pakubvunza nyadenga ko sei zvakanaka zvakandivenga

[ chorus – galis kush ]
sometimes i wish that i could fly away
fly away to a place faraway
where these demons can’t get in my way
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place faraway

[ verse 3 – t1 wema1 ]
chishuwo changu ndechekuti dai zvaibvira
varume taidzimurana ndebvu dzakabvira
kuzvipira kupindira kwete kutozombo chilla
apa mumwe wako achisvika pakufira
nyaya diki diki yekutoti akupira
kunze kwekuseka wakatongomuyambira
kutambira kuti mwari vari pakutotambira
zvichemo zvake zvese hero jira kuwarira
kana kufuga, asi ziva kuti pauchamuka
apa ziso richirema rakatsvuka
uchamuka inzwa sha chimbomira kuwarira
kana kufuga, iwe ziva kuti pauchamuka
apa ziso richirema rakatsvuka
uchamuka inzwa sha chimbomira kukanuka

[ chorus – galis kush ]
sometimes i wish that i could fly away
fly away to a place faraway
where these demons can’t get in my way
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place that is faraway
fly away (fly away) x2
fly away to a place faraway


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...