lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu slazznation – magaba

Loading...

pre~hook [slazz]
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar

hook [redblood]
hustle robvira moto senge gehena
toida mayouth kunge mweya wekufema. (augh)
haumbooni ndichichema
kana ndirimuhustle
haumbooni ndichipemha
zvirimuropa zvirimo mumapfupa
zvinenge pork yakaghochwa
zvine mafuta
zvirimuropa zvirimo mumapfupa
zvinenge pork yakaghochwa
zvine mafuta

verse 1 [redblood]
(ahg)
ndirimwana wemugheto
ndakatadza kupasa nekudakwema battle
muyedzo wakauya ndichangobata pencil
ndalinker nema thugs aibira ma’am mango
yaiva dry mouth taifeeda se family
taive nana “judas” ndovaive ma enemy (ma enemy )
life yakachinja too fast
ndirimu infant ndanganda kutoziva hustling
madrug dealers aindipa madrugs
ndaienda kuchikoro ndakadhakwa kuti ndisakwate counciling
usashora zvinhu zvandaiita
nyangwe zvikasa fita
ndaito benefita (benefita)
hustle inemari kupfura teacher
yese yavano wisher
tichaitsika tsika
grade 7 ndaive drugdealer
panguva yakaoma ndaito kiya~kiya
vanhu pavaiti “madrugs dai wasiya”
vaisaziva ndakatotemera k~mufira
(k~mufira)
um not singing kuti ugohakira
mulife unefreedom yekuita zvaunofeeler (zvauno feeler)
ah iwe!! tibvirepo, kufunga kwako ungakwanise k~misa “peepo”
ahh iwe ! kanda matombo
tinomanyungudutsa fanike sipo
(ahg) usati ndakusasa pfocho
simbisa hustle kuti ubvire kunge moto (ahg)
pandai fighta angu ma enemies
ndaiva k!ller in “two ,three’s ” ndanga ndisinga sikizi
(sikizi)
ndainyudza banga fanika “weezy”
redblood ndaizivikanwa nechi “geezy”yo
redblood on the beat yungkid , mokha
tiripa beat taifamba mumastreetsi
(ahgg)

[pre~hook]
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar

[hook]

verse 2 [mokha]
hustle ndakaitanga long~ago
ndirimupfanha ndichigara nagogo
kutengesera vanhu nyama yetsoko
tichivati “ibeef ” yung kid na scott (lol)
apa gogaz vanga vatoribofu
saka ndini ndaienda kunovatsvagira chikafu
tichisvika vodetemba kuti “mazviita mhofu” apa vaiera tsoko vadonha mazino rough (agh)
problem ndin0blaimer brain dzangu
coz ndaisatamba nevana vezera rangu(ugh)
vezera rangu vaita’nge vana vangu
coz vana baba vavo vaiva shamwari dzangu (agh)
hiwe! ese mazhets ndakaita
ndikavhura “sowe” ndikanzi madzibaba peter
g~ya paya ghemenzi rakandifita
mambo mokha kubhadharisa kuporofita
holan! ,komunondiudza chii chamunoziva
imimi ndisingazivi inini?? (agh)
mujeri ndakapinda ndine 13
but hazvina kundimisa kucontinua hustling (ahg)
(yha ) ,handina kubvira ndakada zvekuba
ndaiuya nesweet tunge ndokuvhara
wondipa
waitosara usina kubeeper
usinakutsamwa zvekutoda kundidzipa(agh)
zitarangu ndonzi mozi
eheka tarenda rangu ndiro remimhanzi
musango fumuka fumuka
maona ziso kutsvuka
ndaona hobo zvinhu uyu hausi “muzii”
holan! ,(yha)
ndini moses midzi
g~ya ndakakura ndichidya sadza nenunzi
ndichigara mukamba kanenge
kachimbuzi
hamundiudze nhamo daimatonyarara kuti zii

[prehook]
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar

[hook]

verse 3 [yung kid]
zviri muropa ,zvitori in my blood
ndakatengesa masuper ndikatengesa mascud
dai hustle rina ref ndaipiwha red card
coz vaindivenga ndaivaonera chicard plus
zvandoita moyo w~ngu urihard
hazvienderani nezita rekuti yungkid
pando imba inini ndinoto shandisa art
that’s why ndiriking ndichi ruler muma streets plus(yha) handiteerere sh~t ,inzwa ini ndichiti
handirari mumasheet maskat
nekuti ndinoshanda nebeat
handishandisi kit ,inzwai ndichiti ndine art
endefuti handishandisi “juju”
ndinoshanda nemunyati ndine
skiri rekwa “buji”
handitembi illuminati ndiri real
real recognize real
saka moto ita chill coz ndichiri mustill apa
this time ndakutengesa mutoriro
kushanda ndotoshanda ndiine tariro
going high ndichaenda nemapapiro
yung kid vanondiziva nemabororo
handina kubvira ndakaita gororo
plus problem ndaivatemesa musoro
vakamboedza kundipinza muforo
problem ndanga ndisina moyo munyoro
zvirimuropa zvirimo mumapfupa
zvinondigutsa zvirimo muna “mutsa”
zviri muropa haufe wakazviputsa
zvinozobuda kana hari waputsa

[hook] (outro)
zvirimuropa zvirimo mumapfupa
zvinenge pork yakaghochwa
zvine mafuta
zvirimuropa zvirimo mumapfupa
zvinenge pork yakaghochwa
zvine mafuta

[prehook] (outro)
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar
maearphones macharger
screenguard phone yese dollar dollar


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...