lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu shingisai & joystreet choir – fara zvakadaro

Loading...

munda ukasabereka kudya
mbeu ikasatungira ruva
mombe dzikashaikwa mumatanga

mbudzi dzikapera
makwai aparara
nyangwe zvakadaro ndichafara
kwazvo
ndichava nemufaro munamwari
mufaro washe wedu
ndiro simba redu zvakadaro tichangofara
mufaro washe wedu
ndiro simba redu zvakadaro tichangofara (zvakadaro)
munda ukasabereka kudya
mbeu ikasatungira ruva
mombe dzikashaikwa mumatanga
mbudzi dzikapera
makwai aparara
nyangwe zvakadaro ndichafara chete (ndichangofara, zvakadaro)
fara zvakadaro ndati fara (ndiro simba redu)


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...