lirik lagu shingai – tsitsi
i try to navigate this empty sp~ce
untangle chaos back into place
i see my destiny come into view
my shadow casts a light right over you
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
enowate
nzira yandiri kufamba nayo
yakazara nema tombo
nzira ineminzwa zvandi fungisa
madziteteguru
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
enowate
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
asi mandikangawa
asi mandikanganwa
asihamunzwe tsitsi
madziteteguru
asihamundzwe nyasha
mumoyo yenyu
asihamunzwe tsitsi
madziteteguru
asihamundzwe nyasha
mumoyo yеnyu
mandisirei~ko
ndirikushedzera
asi mandi kanganwa
ndirikushеdzera
asi mandi kanganwa
mandisireiko
asi mandikangawa
asihamunzwe tsitsi
madziteteguru
asihamundzwe nyasha
mumoyo yenyu
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu nhs jayjay – traplife
- lirik lagu unknown brain – forget you
- lirik lagu ya & inferno llc – fear
- lirik lagu overxposed – dancing fool
- lirik lagu young esco – bag
- lirik lagu straw (band) – moving to california
- lirik lagu d.polo – at night
- lirik lagu same suki – drzewo
- lirik lagu mx.wav – эскорт на высоте (escort at height) (freestyle)
- lirik lagu icrydiamonds – cup!