lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu reap3r – sticky

Loading...

hook (reap3r & chief chino)

the ends are sticky(sticky) zvinhu zvakapresser (presser)
chimbosheedza ana gen’a pamwe tingalinker, totora madhora (dhora)
they were sleeping on me vakubvisa machira ~ gudza robvira (bvira)
nyika yasticker (sticker), vanhu vakubiwa, aya mahorror (horror)
totangira papi
the ends are sticky (sticky) zvinhu zvakapresser (presser)
chimbosheedza ana gen’a pamwe tingalinker totora madhora (dhora)
they were sleeping on me vakubvisa machira ~ gudza robvira (bvira)
nyika yasticker, vanhu vakubiwa, aya mahorror
batai mwari

verse 1 (reap3r)
y’all wanna rip van winkle, i ain’t with the stars but i had to let go a twinkle
boys rondipinza pacorner, hanzi man reap3r give us a single
i just do projects, causе i wanna project how i’m gonna process protest
yеllow ndakapfeka sa marco but i’m all green when i try stress
the ends is aligned and may you be reminded that we are united in thought
you thought we divided but it was a tactic that you had been using against us
i be controlling my actions, supervising everything i am eating and reading
this ain’t conspiracy, i learnt some theories that have been practised and put into work
imma chill with the heavy talk, peng tings don’t like me meditating
even though i think out the box, vana venyu mwari vanditi mudhipisi
in the dead seas with the boom bap, ain’t no need to debate this
practise, mfana w~ngu, practise, ndozvinoita vadzidzisi
none ah dem ah know, none ah dem ah chit chat when it comes to repping my ends
sticky though tichibuda nebhobho, madhiri hobho but you need your own mojo
back at the dojo ~ i write in a 4~4, slam a 16 score
you know the deal ~ tribute to chino, after i pray for these ends
hook (reap3r & chief chino)
the ends are sticky(sticky) zvinhu zvakapresser (presser)
chimbosheedza ana gen’a pamwe tingalinker, totora madhora (dhora)
they were sleeping on me vakubvisa machira ~ gudza robvira (bvira)
nyika yasticker (sticker), vanhu vakubiwa, aya mahorror (horror)
totangira papi
the ends are sticky (sticky) zvinhu zvakapresser (presser)
chimbosheedza ana gen’a pamwe tingalinker totora madhora (dhora)
they were sleeping on me vakubvisa machira ~ gudza robvira (bvira)
nyika yasticker, vanhu vakubiwa, aya mahorror
batai mwari

verse 2 (chief chino)
gungwa guru haripindwi
musatamba nana cindy
hadzizi mhepo nditori windy
kuti zvifamba you need me
shaura nerw~ngu rwurimi
ndiripa gland you can see me
haizi flex, ndirimubani
teya kriban muvhimi
worldremit mari
kuna mukoma jimmy
chengetai ana timmy
karuka vana cindy
musatamba nana cindy
gungwa guru haripindwi
marshark ari t t
vokudyira paditi sembiti
environment sticky
vanokuteya ne sweetie
environment iri sticky
vanokudyira ma jiggy
vanokudyira ma jiggy
vokusia uri sticky
ivo body sa biggy
hook (reap3r & chief chino)
the ends are sticky(sticky) zvinhu zvakapresser (presser)
chimbosheedza ana gen’a pamwe tingalinker, totora madhora (dhora)
they were sleeping on me vakubvisa machira ~ gudza robvira (bvira)
nyika yasticker (sticker), vanhu vakubiwa, aya mahorror (horror)
totangira papi
the ends are sticky (sticky) zvinhu zvakapresser (presser)
chimbosheedza ana gen’a pamwe tingalinker totora madhora (dhora)
they were sleeping on me vakubvisa machira ~ gudza robvira (bvira)
nyika yasticker, vanhu vakubiwa, aya mahorror
batai mwari


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...