lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu qounfuzed – mudhudhudhu

Loading...

kubvirisa mushini

kwire dzike

dzike kwire
ramba uchi bhambisa usamire
tarisa uko usanditarire
paa paa paa paa
ita kuti arire
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza

kotama seuri padhudhu bike
wakaputika fanika dynamite
ukangobata pasi chete ndoisa like
bhenda bhenda kunge sign yenike

ndichikuchovha semudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom

mona wakandigarira
kusvikira yamira song
kurira kurira kurira
mafia rakatarira rikurota rakavharira riri wrong,riri kuzvifurira

regedzera mabhaudhi
sunungura mavalve
nyama yawakadengezera muma trouse umu ndoda kudyawo mahalf
nehudhebwe dhebwe pesu pesu
dh0m~tsa vanhu vakaita sesu
baby zvauri kuita besu
hazviitwe nemunhu anotya jesu

moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza

kotama seuri padhudhu bike
wakaputika fanika dynamite
ukangobata pasi chete ndoisa like
bhenda bhenda kunge sign yenike

ndichikuchovha semudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom

ndiwe watiza nechikokoko
uchionererwa kunge mai koko
unodiwa nembinga kunge shampopo
uchandisirwa mubobobo

hona kachizukuru
zunza mupunduru
wakarara pasi fanike chigunduru
kurunga mupunduru
kurunga mupunduru
fanike chipunhu mupoto yeukuzhlungu

let the games begin
position
yekubvirisa mushini
ari mushort ari mujean
ari mulegging chero mumini

bhendesa musana
bhendesa musana
bhendesa musana
bhendesa

kotama seuri padhudhu bike
wakaputika fanika dynamite
ukangobata pasi chete ndoisa like
bhenda bhenda kunge sign yenike

ndichikuchovha semudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom

kwire dzike
dzike kwire
kwire dzike
dzike kwire
kwire dzike
dzike kwire
kwire dzike
dzike kwire

moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza
moneredza zunza

kotama seuri padhudhu bike
musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom

kotama seuri padhudhu bike
musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom

kotama seuri padhudhu bike
musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom

kotama seuri padhudhu bike
musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom

kotama seuri padhudhu bike
wakaputika fanika dynamite
ukangobata pasi chete ndoisa like
bhenda bhenda kunge sing ye nike

ndichikuchovha semudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom
mudhudhudhu
vroom vroom vroom vroom vroom vroom

lenny matterh~rn vaudze kuti havangatigone
fyah dj, captain pliez
ngoma harisi rebias
di don

bhendesa musana bhendesa musana
ndururani
havok ichichi chauya neshock


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...