lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu oliver mtukudzi – raki

Loading...

varipo varume vanorarama neraki
iripo mikono inorarama neraki
isingazive pane anochengeta
zvichida ariko k~musoro
anoyambutsa pazambuko
kukuburitsa murutsva
agonzvengesa panjodzi

varipo varume vanorarama neraki
(raki munoritorepiko raki?)
iripo mikono inorarama neraki
(raki)
isingazive pane anochengeta
(raki munoriwanepiko raki)
anoyambutsa pazambuko
(raki)
kukuburitsa murutsva
(raki munoritorepiko raki)
agosvetutsa paminzwa uyo
(raki)
kukunzvengesa panjodzi
(raki munoriwanepiko raki)
wozonzwazve raki enough ndararama
(lucky enough ndararama)
ndinokunzwai raki enough ndanzvenga
(lucky enough ndanzvenga)
haiwa imi varume vanorarama neraki
(raki munoriwanepiko raki)
iripo mikono inorarama neraki
(raki)
isingazive pane muchengeti
(raki munoriwanepiko raki)
anoyambutsa pazambuko
(raki)
kukusvetutsa paminzwa
(raki munoritorepiko raki)
agonzvengesa panjodzi
(raki)
ndinokunzwai raki enough ndararama
(raki lucky enough ndararama)
ndozonzwazwe raki enough ndanzvenga
(raki lucky enough ndanzvenga)
ndinovanzwa raki enough tararama isu
(lucky enough tararama)
ndozonzwazve raki enough ndapona
(lucky enough ndapona)
ndivavo varume vanorarama neraki
(raki munoritorepiko raki)
iripo mikono inorarama neraki
(raki)
raki munoriwanepiko raki
(raki munoriwanepiko raki)
raki munoritorepiko raki
(raki)
ndinokunzwai raki enough ndararama
(raki lucky enough ndararama)
ndozonzwazwe raki enough ndanzvenga
(raki lucky enough ndanzvenga)
ndinokunzwai raki enough ndararama
(raki lucky enough ndararama)
ndozonzwazwe raki enough ndapona
(lucky enough ndapona)

raki
raki
raki
raki munoriwanepiko raki
(raki munoritorepiko raki)
raki
raki munoritorepiko raki
(raki munoriwanepiko raki)
raki
raki munoriwanepiko raki
(raki munoritorepiko raki)
raki
ndinokunzwai raki enough ndararama
(raki lucky enough ndararama)
ndozonzwazwe raki enough ndapona
(lucky enough ndapona)
ndinokunzwai lucky enough ndararama
(lucky enough ndararama)
ndozonzwazwe raki enough ndanzvenga
(raki lucky enough ndanzvenga)

raki
raki
raki
raki


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...