lirik lagu oliver mtukudzi – masanga bodo
[chorus 1: daisy mtukudzi]
haasi masanga
haasi masanga bodo
haasi masanga
haasi masanga bodo
[post-chorus: daisy mtukudzi and oliver mtukudzi]
zvakagara zvarongwa nanyadenga
kusangana pano kwataita, ndinyadenga
haasi masangaaa, masanga bodo
(masanga bodo, ahaasi masanga)
haasi masangaaa, masanga bodo
(masanga bodo, ahaasi masanga)
[refrain]
kunge masanga, haasi masanga, masanga
kunge masanga, haasi masanga, masanga
[chorus 2: daisy mtukudzi and oliver mtukudzi]
haasi masanga
haasi masanga bodo
(masanga bodo)
haasi masanga
haasi masanga bodo
(masanga bodo)
[post-chorus: daisy mtukudzi and oliver mtukudzi]
zvakagara zvarongwa nanyadenga
kusangana pano kwataita, ndinyadenga
haasi masanga, masanga bodo
(masanga bodo, ahaasi masanga)
haasi masanga, masanga bodo
(masanga bodo, ahaasi masanga)
[refrain]
kunge masanga, haasi masanga, masanga
kunge masanga, haasi masanga, masanga
[verse: daisy mtukudzi and oliver mtukudzi]
kuvaka zimbabwe, haasi masanga
(ahaasi masanga)
kana kuvaka nyambira, haasi masanga
(ahaasi masanga)
kuyera shumba, haasi masanga
(ahaasi masanga)
ana muyera nzou, haasi masanga
(ahaasi masanga)
[chorus 3: daisy mtukudzi and oliver mtukudzi]
haasi masangaaaa, masanga bodo
(masanga bodo, haasi masanga)
haasi masangaaaa, masanga bodo
(masanga bodo, haasi masanga)
[refrain]
kunge masanga, haasi masanga, masanga
kunge masanga, haasi masanga, masanga
kunge masanga, haasi masanga, masanga
kunge masanga, haasi masanga, masanga
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu tyson el dominicano – barrios juntos
- lirik lagu ju$tino k – s.g naked
- lirik lagu vector – what’s that?
- lirik lagu vico – bruder steh wieder auf
- lirik lagu deamon – vs. jaspa – [32stel-finale – vbt 2015]
- lirik lagu skooly – suicide
- lirik lagu 그리 (gree) – 이불 밖은 위험해 (dangerous)
- lirik lagu abstrakt – everything (pound cake cover)
- lirik lagu vicktor – generations (feat. maya wolff)
- lirik lagu mc 2ball – проклятие зим (2015)