lirik lagu ndi kacee – sticken
[intro: ndi kacee]
mcky on the beat
yaad
yay, yeah, yah
yaad
[verse 1: ndi kacee]
ndakamusvikira paden paden pake
anga akachilla nemoms vake
ndakati, mwana wenyu uyu ndiye wandinoda
kana ndisinaye zvinhu zvakashota
mdara w~ngu ane danga rakazara madhonza, mhou nemabhuru
moms vangu vane garden
covo, tsunga nehohwa unokurira pachuru
[verse 2: ndi kacee]
saka ndiye wandichaita amai vevana vangu
amai vezvana zvangu uri mbabvu yangu
watumwa nanyedenga pedzawo nhamo dzangu
uri ngirozi ichapedza kushupika kw~ngu
[chorus: ndi kacee]
first time i saw ya ndakasara ndiri sticken
ndakakongozviziva ndiwe wega ndisina reason
ndakabva ndag~ya kukukandawo pakitchen
love pafirst sight ndakadonhera kudeep end
first time i saw ya ndakasara ndiri sticken
ndakakongozviziva ndiwe wega ndisina reason
ndakabva ndag~ya kukukandawo pakitchen
love pafirst sight ndakadonhera kudeep end
[verse 3: ndi kacee]
i wanna give you a lovе yausati wambopihwa before
and i wanna drive you crazy kungе jagwa rangu beforward
i wanna give a love yausati wambopihwa before
and i wanna drive you crazy kunge jagwa rangu beforward
[verse 4: justdin]
and i wanna give you all of my love
i wanna give you all of my love
i wanna give you no questions asked
i wanna give you
ndaperera pano wandipedza mazano
ndiwe wandizadza vamwe vese vatadza
[chorus: ndi kacee]
first time i saw ya ndakasara ndiri sticken
ndakakongozviziva ndiwe wega ndisina reason
ndakabva ndag~ya kukukandawo pakitchen
love pafirst sight ndakadonhera kudeep end
first time i saw ya ndakasara ndiri sticken
ndakakongozviziva ndiwe wega ndisina reason
ndakabva ndag~ya kukukandawo pakitchen
love pafirst sight ndakadonhera kudeep end
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu christian death – beneath his window
- lirik lagu lacrim – concrete
- lirik lagu plagpul – sunken garden
- lirik lagu cache & djavo – sekundarne sirovine
- lirik lagu lil gatling & vsno – vstorm
- lirik lagu grievus – никого не убивал (didn’t kill anyone)
- lirik lagu villain (빌런) – 사기꾼 (whiskey dial)
- lirik lagu eight a class – алежа дисс (alezha diss)
- lirik lagu animaniacs – humanity’s wins
- lirik lagu dokol – 17