lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu ndi kacee – ndapinda

Loading...

[intro – ndi kacee & din]
4 kus
on your heart like
tisvikewo pano
yeah yeah
i was knocking on your heart like
aseeh
mabeats eshumba
tisvikewo pano
i was knocking on your heart like
uh, yeah yeah
i was knocking on your heart like
ndeeshumba mabeats

[verse 1]
ingori tirarira
inini ndini ndapinda
ndazvionera kamwana kangu kanice one, yes ndapinda
ingori tirarira
inini ndini ndapinda
ndazvionera kamoko kangu kanice one, yes ndapinda
pakanodonhedza msika yeah yeah yeah, ndini ndounhonga
kanonditi dhewa nekuti moyo wako ndini ndoutonga
ayy
no questions apa yeah mwari vakaronga
n0body can stop us
hapana angaimisa mdara yavaronga
ndapinda pinda ingori ngenani
ndakapa real love kwete mafunny
ndiwe simbi chaiyo ndiri bobojani
ndinokusunga sunga ndokupinza pattern
ndapinda pinda ingori ngenani
ndakapa real love kwete mafunny
ndiwe simbi chaiyo ndiri bobojani
ndinokusunga sunga
ndigokujunga eh…

[chorus]
ingori tirarira
swaah!
inini ndini ndapinda
swaah!
ndazvionera kamwana kangu kanice one, yes ndapinda
zvangu!
ingori tirarira
swaah!
inini ndini ndapinda
swaah!
i ain’t even gotta think twice pane aka, yes ndapinda
zvangu!

i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano, tisvikeiwo pano
i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano, tisvikeiwo pano
i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano, tisvikeiwo pano
i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano, tisvikeiwo pano

[verse 2]
i been wondering
mutupo wako ndeupi
ndanga ndichitofunga kuti ko k-musha un0bva kupi
ayy
kunge kangaring (kangariiiiiing)
wasangana nechigunduru (chigunduruuuu)
watova mai chigunduru
bounty lisa
huya tigadzire vazukuru
ndipowo kah stonyeni
huya umbochilla neni
nhelaz kubva kuseni
toita yatoita paden
ndipowo kalula lula
tanga wazunza (mazakwa)
ini ndapinda machinda
aka kanjiva (kabatwa)

[chorus]
ingori tirarira
swaah!
inini ndini ndapinda
swaah!
ndazvionera kamwana kangu kanice one, yes ndapinda
zvangu!
ingori tirarira
swaah!
inini ndini ndapinda
swaah!
i ain’t even gotta think twice pane aka, yes ndapinda
zvangu!

i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano, tisvikeiwo pano
i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano, tisvikeiwo pano
i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano, tisvikeiwo pano
i was knocking on your heart like
tisvikeiwo pano,tisvikeiwo pano

[outro]
ya uh-huh
i need keys to your heart
keys to your heart girl
keys to your heart
ayy
i need them, keys to your heart
keys to your heart girl
keys to your heart
ayy
keys to your heart
keys to your heart
keys to your heart
ndipende
ayy, ndipende


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...