lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu ndi kacee & airule – mutumwa gabhu

Loading...

[verse 1: ndi kacee]
ko ndiani
(ndiani, ndiani, ndiani, ndiani)
ndiani ane mhinduro
ndobvunza ani
(bvunza ani, bvunza ani, bvunza ani)
nhai nhai ndobvunza aniko
hanzi vakafa havana chavanoziva
chero ari magafa anochemera mudziva
zvawandawo zvatanzwa
hapana anomboziva
mirayiro yegumi
zverudo neruchiva

[pre-chorus: ndi kacee]
we need the answers
(we need the answers, we need the answers)
vhura mabook
vhunza mapastor
(vhunza mapastor, vhunza mapastor)
hapana chavanoziva ava
havamboziva ava

[chorus: ndi kacee]
mwari tumirai mutumwa gabhuriyero
vasvike nechiyereso
zvinotinetsa zvawanda
vokanda miyedzo
t-tumirei mhinduro

svikai mutumwa
svikai mutumwa
svikai mutumwa
svikai mutumwaaaaaahaaha
gabhuriyeroooo
svikai mutumwa

[verse 2: ndi kacee]
takangokura tichichema
takangokura vachisema
yangova imajeni imajeni kunge gemma
masango acho matema tema
maporofita enhema ndoawanda
nezita renyu vongohwanda
ndimi dzachona dzawanda
habhurakadhabhura, habhurakadhabhura

[pre-chorus: ndi kacee]
we need the answers
vhura mabook
vhunza mapastor
hapana chavanoziva ava
havamboziva ava

[chorus: ndi kacee]
mwari tumirai mutumwa gabhuriyero
vasvike nechiyereso
zvinotinetsa zvawanda
vokanda miyedzo
t-tumirei mhinduro

svikai mutumwa
svikai mutumwa
svikai mutumwa
svikai mutumwaaaaaahaaha
gabhuriyeroooo
svikai mutumwa

[outro]


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...