lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu munashe – chido

Loading...

[verse 1: munashe]
paive nemusikana ainzi chido
runako rwake rwaive chipo
moyo wake ndakati ndipo, akati bodo
ndakati ndoda kudhigidha ka, paka nyurwa nevamwe apo
ndakati ndoda kudeleter ka, pakanyorwa nevamwe apo
maybe its maybeline, or i may be lean
or its all just make belief, from her book i’ma take a leaf
for the heart i’ll become a thief, haiwa ndoba, ndoba ini

[chorus: john falsetto]
oh-oh-oo-oh-oh-oh; eh
oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh; eh
oh-oh-oo-oh-oh-oh
oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh; eh-
oh-oh-oo-oh-oh-oh
oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh x2

[verse 2: munashe]
ndakaona chido pamugodhi, ana godhi
but godhi anemahobi, ko nhaiwe chido hausvodi
moyo w-ngu wakati maya uchida mfesi anenge bveni
kwete mfesi akaita seni?
ndakashaya kana hope kurara, ndichishaya kana nguva kufara
ndichifunga kuti shuwa ndatoshaya mukana uh-uh
hazvingapere zvakadai
ndakaenda ndakatsvaga netsai, mfes w-ngu netsai
ane hanzvadzi ineziso rainetsa, ainzi itai
ndakati ndibatsirewo sha netsai

[chorus: john falsetto]
matishanyira pano
oh-oh-oo-oh-oh-oh – imi
matishanyira pano
oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh x2
murikuda kuti t-tandare
oh-oh-oo-oh-oh-oh – imi

[verse 3: munashe]
takasangana masikati
tiri pasi pemuti wemuzhanje
akati hapana chinenge shanje
iwe neni ngatinyepere kupfimbana
tichidanana
achaona une rudo rwakanaka
saka nguva yakapfura zvichispaka
zvichifaya
ndakug-ya
pamwe ndakakanya pakusarudza apa
rudo rwemoyo w-ngu rwaive pamberi pechiso changu
moyo w-ngu wakango sekerera
pfungwa ndobva dzatenderera
dzatenderera x2

[chorus: john falsetto]
matishanyira pano
oh-oh-oo-oh-oh-oh – imi
matishanyira pano
oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh x2
murikuda kuti t-tandare
oh-oh-oo-oh-oh-oh – imi

[verse 4: munashe]
rume rinonyenga rinosimudza musoro
ndakabva ndataura mashoko epamoyo
akati munashe
ndakati netsai
akati kukura kwedu kwatakaita tiri tese
panguva yose iyoyi
moyo w-ngu wakatotora
ende ndaingo shuwira
pamwe ndichito yuwira
kuti nerimwe zuva – nerimwe zuva
asi chimwe nechimwe chinenguva yacho
zuva iroro handimbofe ndakarikanganwa
kana nguva ipapo yakambomira
rudo rwaive mumhepo tese tichingo zhinyura
nakamumbundira x2


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...