lirik lagu malcom mufunde & yaaduniverse – ndiwe
verse 1: malcom mufunde
taiva mumushikashika, tiri mupickup line
ndobva ndakurova nema pickup line
i been waiting for you, pak~mbodawo ka tip
wondipawo just a tip, ndokupawo just the tip
hapana akaita sewe
ndisati ndakudya, ndandatonakirwa newe
and i told you, zesa ikunetsa asi wakabaka, sha
ndakasiya bhawa asi wandidhaka, sha
uchinditambira
handisi salary asi unonditambira
zviri zverudo, ndinenge journalist; nyaya idzi takadzifambira
zvazobuda pachena
kuti ndakapinda machena
vamwe vese matsaga, you sack them
no mercy, ndavakandira joker sabatman
hook: tinaye
ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
ndiwe, ndiwe chete
ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
ndiwe, ndiwe chete
verse 2: tidеch
chitekete chandakagwinha ndatsika mupangara
donhodzo rеmwoyo rondi sparka ndasuruwara
rudo mazuva ose, chero ndakabhuruwara
akwindimara ndomusetsa nema kiss mana
paguma, padama, pahuro, pa ugh
ndabva kubasa ndomuigira zvaanoda
“maswera sei, chikonamombe?” achigutsurira
runyevenutso muhana pandinomumbundira
chipondamwoyo, uri stuck munjere
tiri vaviri toita party muswere
uchigara uchiseka semukadzi webere
versace, mawatch nemabhachi emvere, ah
ndiwe mbabvu yangu, ndiwe
handikujambe sebhavhu iwewe
ndokuda sechikafu
handikuite rough, ndongokupa love, iwewe
hook: tinaye
ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
ndiwe, ndiwe chete
ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
ndiwe, ndiwe chete
ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
ndiwe, ndiwe chete
ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
ndiwe, ndiwe chete
outro: malcom mufunde & tinaye
haagone maths but it’s cool
as long as we go ku1~1 tiri two
and her lapdance kino
coz heat yacho ikurubber pachino kunge de niro
sisi, ndimi mega
the queen of my heart; tongai moyo sadhewa
ndiwe chete
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu dj ghoulyard – eumalice 676 mode /bless mode
- lirik lagu marilyn south and andré previn – something’s coming
- lirik lagu steph cash band – songs about drinkin’
- lirik lagu soh soh – rem
- lirik lagu christiaan bruin – waking from a dream
- lirik lagu luke combs – the man he sees in me
- lirik lagu restart – fin del mundo
- lirik lagu 苏星婕 – 对我说爱的人
- lirik lagu kevin indie, toutung – dxmxged (anna’s hug)
- lirik lagu odetto – la ville est belle quand quand tu pleures