lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu leonard dembo – zii-zii

Loading...

[chorus: leonard dembo]
zvawakangoti zii~zii mudiwa w~ngu
chiiko chauri kuronga apo?
zvawakangoti zii~zii mudiwa w~ngu
chiiko chauri kuronga uko?
zvawakangoti zii~zii uriko kure
chiiko chauri kuronga?
zvawakangoti zii~zii uriko kure
chiiko chauri kufunga uko?
chinguri wakandisiya dhiya w~ngu
chiiko chauri kufunga?
chinguri wakandisiya dhiya w~ngu
chiiko chaunomboronga?
zvaunongozofara kana ndauya
chiiko chauri kuita iwe?

[pre~chorus: leonard dembo]
kana usisandide nditaurirewo
kana usisandide ndinyeurirewo
kana usisandide nditaurirewo

[chorus: leonard dembo]
zvawakangoti zii~zii mudiwa w~ngu
chiiko chauri kufunga uko?
zvawakangoti zii~zii madhiya w~ngu
chiiko chaunomboronga?
chinguri wakandisiya dhiya w~ngu
chiiko chauri kufunga iwe?
zvaunongozofara kana ndauya
chiiko chauri kuita?
chinguri wakandisiya dhiya w~ngu
chiiko chinokunakidza?
[pre~chorus: leonard dembo]
zvimwe hauchandide nditaurirewo
zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
zvimwe hauchandide nditaurirewo
zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
zvimwe hauchandide nditaurirewo
zvimwe hauchandide ndinyeurirewo


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...