lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu leonard dembo – ruchiva

Loading...

[verse 1]
nhamo yandakura nayo ini baba, yamakandisiya ndiri nherera

nhamo yatakura nayo isu ambuya, yamakatisiya tiri mudumbu

nhamo yandakura nayo ini tete, yamakandisiya ndichakadai
nhamo yatakura nayo isu tete, yamakatisiya tichakadai

[verse 2]
nhamo yandakura nayo ini baba, yamakandisiya ndiri nherera
nhamo yatakura nayo isu ambuya, yamakatisiya tiri mudumbu
nhamo yatakura nayo isu tete, yamakatisiya tichakadai
nhasi vave neruchiva ava baba, makandisiya ndiri nherera
nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri mudumbu
nhasi vave neruchiva ava tete, makatisiya tichakadai

nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri nherera

[outro]
nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri mudumbu
nhasi vave neruchiva ava tete, makatisiya tichakadai

Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...