lirik lagu leonard dembo – ndisiyei ndakadaro
[verse 1: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa, ndichiroora oti matsva matsva nemukadzi w~ngu
ndiregezve kuroora hunzi bhachura ratinetsa kubikira mumba muno
tiregezve kuroorwa hunzi mapfambi aya atinetsa mumba muno
vepamanext door navo ndisati ndawana, vanga vakamirira kuona mukadzi w~ngu
nhasi ndaroora vek~ma next door zvirehwarehwa, zvavo zvose voturira mukadzi w~ngu
[verse 2: leonard dembo]
ko zvakaipa here kuroora hama ndiudzeiwo?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora kuti tiwande?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora rudzi rukure?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko akaipa pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko anowanda pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi ini
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
[outro: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
ma~jealous
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu elef (deu) – bymysef
- lirik lagu isotope – 3 étoiles michelin
- lirik lagu cochise – champions league
- lirik lagu max diaz – syrus
- lirik lagu перестал (perestal) – это не любовь (it’s not love)
- lirik lagu squillo – thank god
- lirik lagu tania tsanaklidou & mikeal delta – πέμπτος όροφος (pemptos orofos)
- lirik lagu ナードマグネット (nerd magnet) – detention
- lirik lagu heatmiser – sands hotel – demo
- lirik lagu bigmama – bloody mary