lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu leonard dembo – muchauya here gore rino

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza midzimu yako
(ehee)
mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza baba vako
mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako
mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako

[chorus: leonard dembo]
rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko?
rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko?
rwendo runo ndichatumira shoko, munouya here gore rino?
(hameno ndikauya ini gore rino)
munouya here gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)
ndak~mirira gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)
vakak~mirira gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)
uchauya here gore rino? (hameno ndikauya ini gore rino)


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...