lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu leonard dembo – kukura hakutane

Loading...

[verse 1]
inga kukura hakutani, mwana wakakura ndichiona
dai ndakaziva ndakangoti ndidewo

nhasi wakushaina nevanomuda

[verse 2]
hoyo wayenda, wayenda gwenyakwenya rangu, ndochema

iriyo nhamo yandifungisa gwenyakwenya, ndochema

nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu, tose
nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu, tose
hapana munhu angakunda nhamo pasi pano, inokundwa newafa

nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenaka, nhamo haisarure
nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenazve, nhamo haisarure

[verse 3]
inhamo yedu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda
inhamo yеdu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda (ini nezimbabwe)
[verse 4]
hoyo wayenda, wayеnda gwenyakwenya rangu, ndochema
iriyo nhamo yandifungisa gwenyakwenya, ndochema
nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu tose
hapana munhu angakunda nhamo pasi pano, inokundwa newafa
nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenaka, nhamo haisarure
inhamo yedu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda (ini nezimbabwe)

Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...