lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kudhakwa nhasi – jaeybee

Loading...

( chorus )

ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa nhasi
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa nhasi
ndoda kupedza chibhotoro
ndoda kuona vanhu vari 4
ndoda kuimba gore rino
ndoda kudnakwa nhasi

( verse 1 )

moyo w~ngu wakabaiwa nebanga
nhamo dzangu dzondinetsa dzakawanda
hope dzacho dzandorota dzin0baya
pfungwa dzangu pandog~ya dzinorwadza
saka nhasi ndoda ma liquor yeah
saka nhasi bvura ma speaker yeah
i ain’t go stop kusvika ndasvika ikoko
but nhasi ndoda ma pints ne zvimoko

( chorus )
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwaini
ndoda kudhakwa nhasi
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa nhasi
ndoda kupedza chibhotoro
ndoda kuona vanhu vari 4
ndoda kuimba gore rino
ndoda kudnakwa nhasi

( verse 2 )

ehhhh ma middle fingers ese mudenga
ehhhh ma haters vaudze munopenga !
aye torimwa handiti ndisu taritenga
say it again !
torimwa handiti ndisu taritenga
aye
chimbogara pasi uk~mhanyira kupi
chimbozadza glass tipinde mu new state
chimbobvisa jazi tirove ma jive
chimbodhibha nhamo tifarire life

( chorus )
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa nhasi
ndoda kupedza chibhotoro
ndoda kuona vanhu vari 4
ndoda kuimba gore rino
ndoda kudnakwa nhasi

( chorus )

ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa ini
ndoda kudhakwa nhasi
ndoda kupedza chibhotoro
ndoda kuona vanhu vari 4
ndoda kuimba gore rino
ndoda kudnakwa nhasi


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...