lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu killer t – takumbofarawo

Loading...

hot property
oskid
saka bata icho
handidi nacho kodaz

tikagara tichichema misodzi ichapera
tavakuda k-mbofarawo kani
nekuti nhamo yeumwe hatirambirwi jembi
(ahunde ahunde)

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichema
(ahunde ahunde)

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichemawo
(ahunde ahunde)

tavakuda k-mboimba zvine message
ko ndisu tirikutarwa muma kombi
glenora kubata fio
ku mabvuku ku tafara
ku epworth ku mandara
neku mbare, kuwadzana
glenview ku mufombi
ku chitungwiza neku dzivarasekwa

hona kufara kwacho kwatinoita
kana kuchema hak-mbofa kwatifita
hona tavakutsvaga muriwo
muskinana wakanaka wek-mbofara naye

vamwe vachiti chairman bata ngoma
(ahunde ahunde)
kwatabva kure zvinhu zvakaoma
(ahunde ahunde)

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichema
(ahunde ahunde)

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichemawo
(ahunde ahunde)

nhasi tine vanhu vekufara navo
(kufara navo)
kana k-mba hatiendi
chimbotamba izvo zvandimba tione
kana k-mba handiende

vaimbozviti havateerere inini
(teerere inini)
chimboinzwaiwao icho chi heavy tune
kuzvima rounds hatingashaye plan
kana tapedza tobaya pazayani
(pasayani)

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichema
(ahunde ahunde)

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichemawo
(ahunde ahunde) x2

tavakuda k-mboimba zvine message
ko ndisu tirikutarwa muma kombi
glenora kubata fio
ku mabvuku ku tafara
ku epworth ku mandara
neku mbare, kuwadzana
glenview ku mufombi
ku chitungwiza neku dzivarasekwa

hona kufara kwacho kwatinoita
kana kuchema hak-mbofa kwatifita
hona tavakutsvaga muriwo
muskinana wakanaka wek-mbofara naye

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichema
(ahunde ahunde)

tavakuda k-mbofarawo kani
(ahunde ahunde)
hatingapedzi album rese tichichemawo
(ahunde ahunde)x2

tamuka
kodaz
hot property

nyatso checka
anaya for real


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...