lirik lagu killer t – maisafanira kundirega
[intro: k!ller t & bodyslam records]
bodyslam records
owo kodaz owo
anaya for real
hot property
iwe ptk
ayanaya (ooh) for real
hot property nyatso cheka
[chorus]
maisafanira kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanira kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
maisafanira kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanira kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
[verse 1]
aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
chekuda kundisiya andisakadza
ndochema ndoshaya anondinyaradza
chaingoda kundichemedza hameno why
kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
asi zvese zvaida ndaimupa wani
[chorus]
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
[verse 2]
aindinyepera kuti k~mba kwavo ndini mukwasha
apa ndanga ndiri time~pusher achindiitisa zvisina basa
murudo ndini ndega ndaifaitira
kutopedza nguva yangu ndichitaimira
kutoronga ramangwana ndichishingira
[chorus]
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
[pre~chorus]
aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
chekuda kundisiya andisakadza
ndochema ndoshaya anondinyaradza owo
chaingoda kundichemedza hameno why
kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
asi zvese zvaida ndaimupa wani
[chorus]
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
[pre~chorus]
aindinyepera kuti k~mba kwavo ndini mukwasha
apa ndanga ndiri time pusher achindiitisa zvisina basa
murudo ndini ndega ndaifaitira
kutopedza nguva yangu ndichitaimira
kutoronga ramangwana ndichishingira
[chorus]
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
kuti ndiye dherira uya wekunyengera samson
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu jahmal tgk – абвгдо-ре-ми (abcdo-re-mi)
- lirik lagu don blake – head rush
- lirik lagu cakal – n’olursun (full)
- lirik lagu young 5150 – what’s goin on
- lirik lagu jaybzy! – it still feel like
- lirik lagu brokekeeps – i don’t wanna call u
- lirik lagu digbar – celtics in 7
- lirik lagu fiorello mannaia – circolino hc boys anthem
- lirik lagu медич (medich) – c4 in my bag
- lirik lagu metrik – push (jade remix)