lirik lagu killer t – bvunza tinzwe
[intro]
oskid
oooh, bvunza tinzwe
oooh, bvunza tinzwe
[hook]
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
jehovah mukandipindura matondigonera
(bvunza tinzwe)
nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(bvunza tinzwe)
[verse 1]
zvainzi nyika ichaguma mwari w-ngu, ndezvechokwadi here?
vese vakafa mwari w-ngu, vanenge vachitiona here?
ko baba pandinotambura, munondina here?
vese vakafa mwari w-ngu, vachadzoka here?
[hook]
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
jehovah mukandipindura matondigonera
(bvunza tinzwe)
nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(bvunza tinzwe)
[verse 2]
takangomira, ndoda kuziva
patinoviga munhu akuvara, anopora here?
mukoma takavaviga nesuit, vachinayo here?
ko hwahwa hwavaifarira, muri kuvapa here?
vese vakanditadzira baba vachaenda kugehenna here?
vakafa vaine mari, kana vakudenga, vanenge vachinayo here?
ko amai vangu kana ndozouya, vachandiziva here?
ko akafa nezvirwere kana vakudenga, vanenge vachinazvo here?
[hook]
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
jehovah mukandipindura matondigonera
(bvunza tinzwe)
nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(bvunza tinzwe)
[verse 1]
zvainzi nyika ichaguma mwari w-ngu, ndezvechokwadi here?
vese vakafa mwari w-ngu, vanenge vachitiona here?
ko baba pandinotambura, munondina here?
vese vakafa mwari w-ngu, vachadzoka here?
[hook/outro]
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
jehovah mukandipindura matondigonera
(bvunza tinzwe)
nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(bvunza tinzwe)
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
ndinoda kubvunza kuna ishe w-ngu
(bvunza tinzwe)
jehovah mukandipindura matondigonera
(bvunza tinzwe)
nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(bvunza tinzwe)
(bvunza tinzwe)
(bvunza tinzwe)
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu arliss nancy – failure
- lirik lagu cou – 19
- lirik lagu ray reaves – flex
- lirik lagu falcko – mon poto jack’s
- lirik lagu k-narias – tu indiferencia
- lirik lagu døves – youth
- lirik lagu moesie – kleine broertje
- lirik lagu foy vance – the christ and the crook
- lirik lagu fari-slim x milling – all out (2017 soca)
- lirik lagu hatarnegolim – התרנגולים – shir hatzeubim – שיר הצהובים