lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kae chaps – huchapa

Loading...

(verse 1)
rega ndidzvute cup ye tea
ndichimbog~ya zvangu ndodii
hazvina kutanga nhasi izvi

wagara unondijairira
kazhinji ndinongo pfavirira
handichada nayo chance iyi

wagara unondijairira
kazhinji ndinongo pfavirira
handichada nayo chance iyi, bodo

(chorus)
nekuti chinonetsera moyo wako
huchapa huchapa
w~ngu zvekunyepa unozama
dzikama dzikama
ehe chinonetsera moyo wako
huchapa huchapa
w~ngu zvekunyepa unozama
dzikama dzikama

(verse 2)
rega ndidzvute cup ye tea (ye tea)
ndichimbog~ya zvangu ndodii
hazvina kutanga nhasi izvi
ndambozama kuita chi bho shama
but ndobheja ucharohwa ne karma
cause unoda kuzviita nyanzvi iwewe

you can’t tell when someone is genuine (genuine)
une brain dziri under 18
waiti ndicha feeler sеi inini, inini, ini

ndine magen’a ainditi bamunini (bamunini)
siyana nemwana uyu plеase
but i kept on vouching for you

maybe ndiri benzi or maybe ndakapusa, pusa
maybe rwaive shoma rudo rwandaikupa, kupa
sei uchidzoka kuzondi confuser (confuser), fuser (fuser, fuser)
wakadyisa team yandaikuza, kuza (kuza)

(chorus)
nekuti chinonetsera moyo wako
huchapa huchapa
w~ngu zvekunyepa unozama
dzikama dzikama
ehe chinonetsera moyo wako
huchapa huchapa
w~ngu zvekunyepa unozama
dzikama dzikama


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...