lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jungle loco – mudhara loco

Loading...

verse 1:

jungle adzoka zvatanga maya haisi bhaizi
manga madya here matsaga? idyai easy
shona~ndebele vernac king chibaba chenyu ichi
ane nharo topinda ‘sting’ ‘chibaba chenyuchi’ (souljah love)
handi playe humble ndiri mambo kana jungle ndiri sando nadha
handipindi chando ndiri pano ka, kana madhiri mangomada
ndine zvinhu zvandiri kunzwa , ndiri kunzwa kuda kuita hunhunzva~tunzva
ndine zvinhu zvandiri kuda ku prover, kasika kurumidza kurumidza
tapinda ma don pa throne tagara, tapinda pa zone its on zvagara
tapedza we gone totono tandara, party till dawn magonhi tavhara
tarisa fashion ma born azara, mandi pressa wrong b~tton madhara
handichazvigoni ndadhonza dhara, nda spotta ka loan alone ndagara
vandibata pa phone “h~llo marara? varikuita perform pano marara”
ndo layer ka song but no mahara, ndo player along pazvino bhadhara
skiri riri tii, come on usa hetere zvikiribidi izvi
havafe vandikunda urikunzwa? usateerere makhun’akhun’a

hook:
chimudhara che happy, chibaba che spark
maoko mudenga ma streets aku feeler mhanzi
chingoma chi heavy chabata ma parts
ma youths osheedzеra ‘’tofara mauya mudhara loco’’
’tofara mauya mudhara loco’’, mudhara loco
mudhara, mudhara
‘’tofara mauya mudhara loco’’
’tofara mauya mudhara loco’’, mudhara loco
mudhara, mudhara
tofara mauya mudhara loco!!!
verse 2:
zviri zve prezha no presha ma fеllas ndopinda kana nhelaz
ndabvunzwa nema neighbours unoenda nei ndati ne bus
ka high katinako kan0bata ceiling usakatore light, chandelier
we tryana turn it up taswera tichipanda hey
toita kunge mbavha dzema cables ezesa kana to attacker, haungazvinzwisisi
coz tinodhonza tambo zvine kamwe ka ‘touch’ kanotongo ‘sparka’, unonzwa ts’ts’ (tsitsi)
room yakazara tumvura like d~mn(dam) tokwe mukosi
amaihwe kani ndowe negotsi
ndodonha, ndodonha, voti chidodo chamudodonya
ndakamira nezvidodoma mukanditokonya ini ndokonya
skiri re happy roondibvuma inini
kana muchida twu mainini tumai inini
i be like siki siki siki bhoo, hazvinzwisisiki so
dj a scatcher record zviri quite alright (kwaito right) like “tsiki tsiki tsiki yoooh, tsiki yoooh”

hook:
chimudhara che happy, chibaba che spark
maoko mudenga ma streets aku feeler mhanzi
chingoma chi heavy chabata ma parts
ma youths osheedzera ‘’tofara mauya mudhara loco’’
’tofara mauya mudhara loco’’, mudhara loco
mudhara, mudhara
‘’tofara mauya mudhara loco’’
’tofara mauya mudhara loco’’, mudhara loco
mudhara, mudhara
tofara mauya mudhara loco!!!
outro:
imbirai imbirai imbirai ka imbirai wooh
tofara mauya mudhara loco
imbirai imbirai imbirai ka imbirai wooh
tofara mauya mudhara loco


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...