lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jah prayzah – ndichiyamwa

Loading...

wagwizi
aah
ummmhhmm

baba vakarovera k~maruva
mama ndokuchonera marimuka
upenyu hwacho hwakasara hwoita manyama amire nerongo
oh mama makandisiya ndichiyamwa
upenyu hwacho hwakasara hwoita manyama amire nerongo
oh mama makandisiya ndichiyamwa

shoko rimwe ro randoshuwa ripinde munzeve dzenyu
ndopunyaira ndotsumwaira
ndanga ndiriparunguwe
nemusumbu wenzimbe
nekatsapo kangu kematohwe
ndakamirira shunguhwe
ndanga ndiriparunguwe
nemusumbu wenzimbe
nekatsapo kangu kematohwe
ndakamirira shunguhwe
rudo rwaamai
ndoruonera k~maroto
rudo rwaamai
inga
rwakakurisa kudarika mukana

rudo rwaamai
ndoruonera k~maroto
rudo rwaamai
inga
rwakakurisa kudarika mukana

upenyu hwacho hwakasara hwoita manyama amire nerongo
oh mama makandisiya ndichiyamwa
uhmm
upenyu hwacho hwakasara hwoita manyama amire nerongo
oh mama makandisiya ndichiyamwa

kana tsamba zvayo
kuti gwendo gw~ngu gwagugwa ndichauya mangwana
ini rindire guyo sembwa
makanoita chichoni kachana
ndokuomoka mukurota
ndichishuwira kuona minana
ini rindire guyo sembwa
makanoita chichoni

ndanga ndiri parukunguwe
nemusumbu wenzimbe
nekatsapo kangu kematohwe
ndakamirira shunguhwe
ndanga ndiri parukunguwe
nemusumbu wenzimbe
nekatsapo kangu kematohwe
ndakamirira shunguhwe

rudo rwaamai
ndoruonera k~maroto
rudo rwaamai
inga
rwakakurisa kudarika mukana

rudo rwaamai
ndoruonera k~maroto
rudo rwaamai
inga rwakakurisa kudarika mukana

upenyu hwacho hwakasara hwoita manyama amire nerongo
oh mama makandisiya ndichiyamwa
ummm
upenyu hwacho hwakasara hwoita manyama amire nerongo
oh mama makandisiya ndichiyamwa


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...