lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jah prayzah – boi boi

Loading...

wa~gwi~zi

kabhaskoro kandikanyira

kakadambuka career
ndakatumira nhume zvikaramba
yakawira mustime
ndokufumira kufamba kuchinaya
ndikarasika pamharadzano
ndoti boi boi wooo
maziso kuti boi

ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda

kana ndouya ikoko
vesa kamoto
ndikaona kamwenje murima
ini ndoziva pauri chaipo
ndini uyo pote nedondo
kuteera pakada moyo
ndisunungure ndiwane zororo
wondipawo manyemwe
embongoro
ndisunungure ndiwane zororo
wondipawo manyemwe
embongoro

ndini ndaikudongorera
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
ini ndifambe ndifambe ndomira
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
huh rudo ndimonerere
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
ukabvuma ndichakurera
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda

ndafamba rwendo chimhandara
iwe kure kwandin0bva
ndaizeza kutaura pada moyo
shoko racho ndoridudza
asi taisangana muchimana
dai ndakujaira
asi dai taizivana kubvira kare
dai ndakujaira
ndibatire shangu
nditakanure bhachi rangu
ndafunga kuti ndivhumbunure
zviri muhana

ndini ndaikudongorera
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
ini ndifambe ndifambe ndomira
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
huh rudo ndimonerere
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda
ukabvuma ndichakurera
ndakagara ndichikuda ndichinyara
ndakagara ndichikuda

ramba uchidira some more
some more
some more
some more
ramba uchidira some more
alright
ramba uchidira some more

ndiani vakakodzera kugara padare remajita
tinashe nash mutarisi
washington ushamba
macdonald murombe
silent k!ller pajoza
clever chazireni

some more
stot~ie!


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...