lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jah master – hello mwari

Loading...

naiyendeleee
jah master pon di session

kurungai kurungai kurungai
kurungai ndiani
asi rasta imi mave k~mhanya bani
haasi mafani
ndinonzi baba tichafa kana kuti jordan

vari kufunga kuti zvopera
manje mwari w~ngu ndovabvomvera
kuti “h~llo mwari”
pane vanhu vari kunditsara mari

musapindire ifreestyle
asi dai yanga iri spiritually (aah)
vari kufunga kuti zvopera
manje mwari w~ngu ndongovabvopfera

ndakavasetera gokora
huchi ndakamora
vachaona hora
vachatsenga sora

ngoma ndakatemwa nyora ini
vachatorwadziwa havasati vapora
ngoma tine bhaibheri
takadzinamatira kutemberi
chishuwoo, tiende mberi
kuti mangwana tisazoperi
aah vari kufunga kuti zvopera
manje mwari w~ngu ndovabvomvera
kuti “ h~llo mwari”
pane vanhu vari kunditsara mari

musapindire ifreestyle
asi dai yanga iri spiritually (aah)
vari kufunga kuti zvopera
manje mwari w~ngu ndongovabvomvera

saka ndati
chinzwa prat
you know what
ndiri mbinga inini handina bugatti

tarira chiskin ndinoyera vhati
ingoma mnandi
vandiona ndichifamba
ndichifamba ndichitamba
zvikanzi uyu anoshainaa
vandiona k~mashure
vakati, zvikanzi anofamba achiwaina

aah vari kufunga kuti zvopera
manje mwari w~ngu ndovabvomvera
kuti “ hеllo mwari”
pane vanhu vari kunditsara mari
musapindire ifreestyle
asi dai yanga iri spiritually (aah)
vari kufunga kuti zvopеra
manje mwari w~ngu ndongovabvomvera

ndakavasetera gokora
huchi ndakamora
vachaona hora
vachatsenga sora

ngoma ndakatemwa nyora ini
vachatorwadziwa havasati vapora
ngoma tine bhaibheri
takadzinamatira kutemberi
chishuwoo, tiende mberi
kuti mangwana tisazoperi

aah vari kufunga kuti zvopera
manje mwari w~ngu ndovabvomvera
kuti “ h~llo mwari”
pane vanhu vari kunditsara mari

musapindire ifreestyle
asi dai yanga iri spiritually (aah)
vari kufunga kuti zvopera
manje mwari w~ngu ndongovabvomvera


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...