lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu ischeblacks & boi kots – all day

Loading...

(intro : ischeblacks & dah boi kots )
yeea(dah  boi kots) ye
(ische)yeeeeeah 
(triball trap)

(pre  chorus : ischeblacks)
i  been smoking with my ogs
in the villi yea they know me
ganja  ganja yea we smoke weed
marijuana yea they know me
6-6-6ix beats

(chorus  : ischeblacks )
ndipe chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day
ndipe chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day
unondiona ten nhamba ndakaiza
high grade four matanda mumarizzla
one room lock down usasaiza (i)
smoking loud cloud base muchipisa

( verse 1 : dah boi kots )
i, i like my rizzla marinated nengoma
i like that puffing kubackseat muroma
chamba chepondo kwandiri chishoma
cause dope iri rakaipa maona
put this sh-t on repeat,yea
hardcore handidi mix,yea
meditation ona beat,yea
more weed more lean ,yea
dang number blue cheese ,yea
gat the plugs and the keys ,yea
gat em all on they knees ,yea
negang gang itai easy ye

(bridge : ischeblacks )
munhu wese akuziva izvi
takufadza gen’a rese remuzii
vakastika hameno kuti mati chii
uchilover chimbobata ichi

(pre chorus : ischeblacks)
i been smoking with my ogs
in the villi yea they know me
ganja ganja yea we smoke weed
marijuana yea they know me

(chorus : ischeblacks )
chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day
ndipe chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day
unondiona ten nhamba ndakaiza
high grade four matanda mumarizzla (yessir)
one room lock down usasaiza (ische)
smoking loud cloud base muchipisa

( verse 2 : ischeblacks )
kubackseat kwerover chamba ndichirova
ndichinge ndarohwa ,maziso arimuhohwa
kudzoka ndichidzvova ndipei chese chamarova
chese chemarova mudumbu ndimbotova
maragado ,mangemba mushonga wechikosoro
boys rinonditemba handipase danda nyoro
wandiona ndakastika ndapota usati mhoro
ndogona kuvhunduka ndotorova sporo

(bridge : ischeblacks )
munhu wese akuziva izvi
takufadza gen’a rese remuzii
vakastika hameno kuti mati chii
uchilover chimbobata ichi
(pre chorus : ischeblacks)
i been smoking with my ogs
in the villi yea they know me
ganja ganja yea we smoke weed
marijuana yea they know me

(chorus : ischeblacks )
ndipe chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day
ndipe chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day
unondiona ten nhamba ndakaiza
high grade four matanda mumarizzla
one room lock down usasaiza
smoking loud cloud base muchipisa

(outro : ischeblacks )
ndipe chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day
ndipe chamba changu ndoda all day
ndipe marijuana yangu all day


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...