lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu holy ten – zvivindi

Loading...

ten

yeah, ah
zvivindi, zvekutofunga vanhu vevanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kufuga jira revanhu
une zvivindi, zvekuda kupfuura panopera muganhu
une zvivindi
asi zvivindi zveiko?

seiko? (sei?) pacho pakaropafadzwa, pacho pakabatanidzwa?
(pacho pakabatanidzwa?)
pacho pakatangwa imba, ndopanotamba imbwa (panotamba imbwa)
mwari, nanhasi handinzwisise ini
why vanhu kuita ma~guts? zvamakaronga imi kuti zvimiswe imi
aiwa, imbodya spoon yenyadzi (please)
imbodya spoon yenyadzi (ah)
utori newako waunoti wako, hameno uriku~lacker chii? (chii?)
people invest wo mukuda munhu
iwe, you wrestle wobva waruma
poita ma~echoes, poita anyumwa (poita ma~echoes, ah)
tumai mheni irove munhu (irove munhu)
musha unotsva, tumai benji arove gotsi
ah, pa~fair, muti unowa
makatinzwira mumanzwira, patakarwira mumabira
amana marira, asi kukara uku, zvanzikwa
but dikita renyu dirai k~mwe (dirai k~mwe)
mirai kure k~musha kwenyu
munhu wese vanodya, vanoisa munhu pa~menu
kusvika jeso adzoka, ngatirangane pachedu (pachedu)
umwe wedu
aiwa une zvivindi, zvekutofunga vanhu vevanhu
mugovera kusvika chishanu, une chohwera, une misikanzwa
zvichakudzokera, ingopa karma time
unoda zvek~maraini asi ichadambuka twine (ichadambuka)
aiwa w~ngu une zvivindi (aiwa) zvekutofunga vanhu vevanhu

une zvivindi (unazvo) zvekuda kufuga jira revanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kupfuura panopera muganhu
une zvinindi
asi zvivindi zveiko?
zvivindi (ah, ah) zvekutofunga (ah, ah) vanhu vevanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kufuga jira revanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kupfuura panopera muganhu
une zvinindi
asi zvivindi zveiko?


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...