lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu holy ten – pandichamuka

Loading...

pandichamuka pandichazenge ndamuka
ndicha, argh, ndichanochengeta musha
pandicha bvunzwa, pandichazenge ndabvunzwa
ndichati ndine mavanga. vakandipikira munzwa
vakanditsika tsika, vakanditsika mutsipa
vakandirwisa, vakatosiya vapfiga mimba

pandichamuka pandichazenge ndamuka
ndinemavanga vakandipikira munzwa
baba vepano, baba vepano vadhakwa maone
vachazobatika k~maone, vachadzoka
vakati tambai muchadzana
vakazvig~ya mambama
vanoti rice racho makanga
vanoti ndandichada yekutanganda. vato mucheeky
ndiri munhu wenyama, sha
usandidaro. pamberi pevana vangu
ndine mufaro, wakanditora kune hama dzangu
waka bvisa rusambo, wakandizora munyama w~ngu

pandichamuka, pandicha zenge ndamuka
ndicha, ndichanochengeta musha
pandicha bvunzwa, pandichazenge ndabvunzwa
ndichati ndine mavanga. vakandipikira munzwa
vakandipfekera munzwa ava
vakandisetera guva ava
ndakazvinyengera, dai ndakazviterera
pandakanzi chenjera kuda mbwa
kune zvirwere kwamuno tamba
saka ndanyora tsamba. ini ndaenda
vana ndinavo. zvagara munovaramba
unotopenga, marova ini, marova mwana, marova chamba
makanaka makarara asi kungomuka matova n’anga
pandichazenge ndamuka
ndichanochengeta musha
ndinemavanga wakandipfekera munzwa


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...