lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu garry mapanzure – pindirai

Loading...

1st verse
kuchema kuchema
kutaura kudai zvinenge zvichirema
vatofambidzana nekutaurirana
nekubatisana vanenge vachisema
hadzizi nhema ko paye patakatenda
tikatendeukira iko kunechiedza
matakadya kare haanyaradzi mwana
mundiro yatakadyira itirai minana
ohh

chorus
pindirai mwari
kana muchinzwa mwari
kana muri mwari wezviratidzo, wezvinoshamisa
tachema tachema
nguva yakwana
pindirai ohhhh
pindirai ohhhh
pindirai ohhhh
pindirai oh

2nd verse
tinosimudza maoko
tikamadzisa tinongobata musoro
zvanyanyisa
titorereiwo mitoro
cause we look to you
for a better tomorrow

mwari vanokodzera ndevapi?
kwadzokorera padzofurira ndepapi?
patakatadza regererai hatizvi pamhi
minamato yedu igosvika kwamuri

chorus
pindirai mwari
kana muchinzwa mwari
kana muri mwari wezviratidzo, wezvinoshamisa
tachema tachema
nguva yakwana
pindirai ohhhh
pindirai ohhhh
pindirai ohhhh
pindirai oh x2

end
pindirai ohh
pindirai ohh

pindirai ohh
pindirai ohh


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...