lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu freeman – one munhu

Loading...

yeah
anokuti tichaparadzana tafa
ndachema zvangu, one munhu

hk, simplex music

take take mese sabanda negafa
definitely
murudo munoda one munhu waunodada naye
anokuti tichaparadzana tafa
wausingagone naye
anoita uve munhu kwaye
one munhu waunodada naye

take take mese sabanda negafa
wausingagone naye
love ichipisa kunge dubai (saka dzvanya l~i~k~e)
kana une anokuda anokuti d~a~d~y
ndikoko, usamusiye mese mu l~i~f~e
mubate bho, mubate bho
mupe l~o~v~e
murambe muri mese kudzamara ku e~n~d
ukamuti queen iye anokuti k~i~n~g
chimupa mhiko
mupfekedze r~i~n~g
chek~mirira hapana, hapana t~i~m~e
saka f~a~s~t

murudo munoda one munhu waunodada naye
anokuti tichaparadzana tafa
wausingagone naye
anoita uve munhu kwaye
one munhu waunodada naye
take take mese sabanda negafa
wausingagone naye
love ichipisa kunge dubai

saka dananai
dananai dananai dananai
wako mubate sezai
zvamunoda kuti zviitwe itai
mudziva rerudo pindai
zvichikadai sasanai kusvika pacho pamuchati
tava baba namai
musvitsa tsvene pindai
vane godo wachisai
hapashaike vaimbokusaizai
zvino vese voti bwai

zvatsvukira vehama uyai uyai
love yamachuwa se wine
one munhu waunoti until i die ndichange ndiripo paside
rufu ndirwo chete ruchaita nditi goodbye

ndosaka ndati murudo munoda one munhu waunodada naye
anokuti tichaparadzana tafa
wausingagone naye
anoita uve munhu kwaye
one munhu waunodada naye
take take mese sabanda negafa
wausingagone naye

love ichipisa kunge dubai (saka dzvanya l~i~k~e)
kana une anokuda anokuti d~a~d~y
ndikoko, usamusiye mese mul~i~f~e
mubate bho, mubate bho
mupe l~o~v~e
murambe muri mese kudzamara ku e~n~d
ukamuti queen iye anokuti k~i~n~g
chimupa mhiko
mupfekedze r~i~n~g
chek~mirira hapana, hapana t~i~m~e
saka f~a~s~t

murudo munoda one munhu waunodada naye
anokuti tichaparadzana tafa
wausingagone naye
anoita uve munhu kwaye
one munhu waunodada naye
take take mese sabanda negafa
wausingagone naye
love ichipisa kunge dubai

(anokuti tichaparadzana tafa)
(take take mese sabanda negafa)

simplex music


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...