lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu freeman hkd – zvichanaka

Loading...

sunshine
tongoti zvichanaka

une zvako
ndine zvangu
une imba yako
ndine yangu
une mota yako
ndine yangu
asi hatina

asingade kuita good life
nekugara mushe
ndiani nani~nani
anoti ndoda kufa ndirirombe ini
ndiani nani
asingade kuita maden
mapombi ma g~wagon
ndiani nani~nani
anoti ndinoda kufa ndiri roja ini
ndiani nani

ndizvo zvazviri
asi zvinongotirambira chete
kuedza ku plaza madhiri
pano nepano can′t get
kubhururuka tinokundwa neshiri
agh asi tinotodawo ndege
zvinonzi hupenyu ivhiri
saka wadi watenderera

vanazvo ndovanazvo
chatinogona kutenga mapanado
boyz ndepapi patichawanawo
tongogara tiri vekuchiva vanazvo
zvichanaka aa zvichanaka
ndomashoko andakakura ndichinzwa
nanhasi munjonjo ndongodya
kusvika mukufa
aaah ndachema zvangu

asingade kuita good life
nekugara mushe
ndiani nani~nani
anoti ndoda kufa ndirirombe ini
ndiani nani
asingade kuita maden
mapombi ma g~wagon
ndiani nani~nani
anoti ndinoda kufa ndiri roja ini

ana mai k~musika
ana baba kugraft
havasi kukwanisa kugara pasi
mwedzi paunopera vatambiriswa pay
hapana chainokwana chii
angori matambudziko
ingori nhamo nematambudziko
asi tese tinotooda zviro izvo
tinongochiva mota idzo
nadzo tinongoshuva sanganiso
ndozviziva munoda nemiwo
haaaaa

zvichanaka
tongoti zvichanaka
kana mwari vada
ehe zvichanaka

asingade kuita good life
nekugara mushe
ndiani nani~nani
anoti ndoda kufa ndirirombe ini
ndiani nani
asingade kuita maden
mapombi ma g~wagon
ndiani nani~nani
anoti ndinoda kufa ndiri roja ini
ndiani nani

ndizvo zvazviri
asi zvinongotirambira chete
kuedza ku plaza madhiri
pano nepano can’t get
kubhururuka tinokundwa neshiri
agh asi tinotodawo ndege
zvinonzi hupenyu ivhiri
saka wadi watenderera

vanazvo ndovanazvo
chatinogona kutenga mapanado
boyz ndepapi patichawanawo
tongogara tiri vekuchiva vanazvo
zvichanaka aa zvichanaka
ndomashoko andakakura ndichinzwa
nanhasi munjonjo ndongodya
kusvika mukufa
aaah ndachema zvangu

zvichanaka
tongoti zvichanaka
kana mwari vada
ehe zvichanaka

zvichanaka (zvichanaka)
tongoti zvichanaka (zvichanaka)
kana mwari vada (kana mwari vada)
ehe zvichanaka
five star


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...