lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu feli nandi – mufaro

Loading...

ah~h hoye (aha~ah)
ah~h hoye (aha~ah)
ah~h hoye (aha~ah)

ah~h hoye (aha~ah)
ah~h hoye (aha~ah)
ah~h hoye

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
ndakadzidza kusachiva zvevamwe
zvakanaka mwanawe yemura

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
mune runyararo, mune kugadzikana eh~h
(woiyerere) womberera chakanaka chaitwa nemumwe
(woiyerere) nhasi ndiwe, mangwana ndini
zviri kw~ngu, mangwana kwako

mune runyararo, mune kugadzikana eh~h
(woiyerere) chakanaka chaitwa nemumwe
(woiyerere) nhasi ndiwe, mangwana ndini
zviri kw~ngu, mangwana kwako

mangwana kw~ngu, mangwana kwako
mangwana kw~ngu, mangwana kwako
ho~o iye iye
ah~h ho~o
ho~o iyeyeye
ah~h ho~o

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
ndakadzidza kusachiva zvevamwe
zvakanaka mwanawe yemura

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
ndakadzidza kusachiva zvevamwe
zvakanaka mwanawe yemura
ho~o iye~e (ho~o iyeyeye)
(ho~o iyerere)

ari parutivi rw~ngu akaita chakanaka
ndigonesei ndifarire
handidi godo, ini handidi shanje
bvisai godo, bvisai shanje
mumoyo mangu iwe (ho~o iyerere)
muhana yangu iwe (ho~o iyerere)

ah~h ho~o
he~e iye iye
he~e iye iye
ah~h ho~o
he~e iye iye (ah~h ho~o)
he~e iye iye (ah~h ho~o)
ah~h hoye

mufaro (mufaro), mufaro (mufaro)
mufaro (mufaro) mumoyo mangu
mufaro (mufaro), mufaro (mufaro)
mufaro (mufaro) mumoyo mangu

ndakadzidza kusachiva zvevamwe (ho~o iyerere)
zvakanaka mwanawe yemura
(mufaro) mufaro, (mufaro)
mufaro (mufaro), mufaro mumoyo mangu

ho~o iye iye
ho~o iyerere
oh~h ho~o (ho~o iyerere)
oh~h ho~o
aha~a, aha~ah


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...