lirik lagu enzo ishall – vakamhanya makarimwa
ita handidi kunzi ndiri shasha
ukazvikudza wakuvapa hasha
chiteerera, nenyasha
tarisisa usati wanyongosha
vakapikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
pakati pemazino hapasi pekutambira
unotozongorumwa
pavakapikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
hanzi pakati pemazino, pemazino
vakakurirwa neruchiva
nzira kwayanga iri vaikuziva
hana dzavo kana k~mborova
kusina mukoti hakuna mukova
chizvininipisa wotozvinyorova
ohh vakazongosangana nazvo
zvavaitarisira zvakanga zvisirizvo
pakanga pasina kwavari kuenda
bva vasurrender..
vambopikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
pakati pemazino hapasi pekutambira
unotozongorumwa
pavakapikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
hanzi pakati pemazino, pemazino
shuwa kupedzera minondo k~makondo
apa vanga vakatarisana nehondo
pasi rino ngatizive tiri varendo
tisazvivimbise makorokoto enhando
ukaiteera mhepo yavhuvhuta
hauregere uchangogara uchingonyunyuta
pavakapepuka varasika, vaneta
changu chirauro handina kupeta
vakapikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
pakati pemazino hapasi pekutambira
unotozongorumwa
pavakapikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
hanzi pakati pemazino, pemazino
un0bvuza passion java
vakamhanya vachidonha
ko inga vaiti vanozvigona
takanga tiripo, takazviona
inzwa shona..
ita handidi kunzi ndiri shasha
ukazvikudza wakuvapa hasha
chiteerera, nenyasha
tarisisa usati wanyongosha
variko vakapikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
pakati pemazino hapasi pekutambira
unotozongorumwa
pavakapikisa vakamhanya makarimwa
ndakaona vadzoka varamwa
hanzi pakati pemazino, pemazino
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu mariah carey – there’s got to be a way (vocal dub mix)
- lirik lagu lego big morl – a
- lirik lagu colaterall – todo nosso tempo
- lirik lagu eldoubleuu – the o.g has returned
- lirik lagu benjamim – domingo
- lirik lagu yung escø – issues
- lirik lagu ham den lange – søvnløs i polycastro
- lirik lagu 2nd grade – knock knock
- lirik lagu oh my brothers – make it direct
- lirik lagu breakup shoes – monswoon