lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu ellard cherayi – mufudzi ndiye jehovah

Loading...

mufudzi ndiye jehovha
anondichengeta
hapana chandinoshaya
ndichivimba naye

pana mafuro manyoro
ndinoguta kwazvo
ndinorara norugare
ndisingavhundutswe

anomutsa mweya w~ngu
anondiponisa
panzira dzokururama
anondifambisa

nyangwe ndifambe murima
handingatye chinhu
nokuti imi muneni
munondinyaradza

mandigadzirira kudya
mberi kwavavengi
mandizodza namafuta
handishaye chinhu

nduramo netsitsi dzenyu
zvinozova neni
ndichagara najehovha
nokusingapere


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...