lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu dobba don – mwana wenyoka

Loading...

chinenge chimysteri
(oskid production)
chinenge chivhiriri
ah watta dem ah watta dem
check the style again again again

ungachinja trouzi kuriita shorti
wochinja bhawa kuriita mucourti
kuchinja muti kuuita mugoti
munhu haachinjike inini ndoti

saka ndati mwana wenyoka inyoka
agara akadaro zvirimuropa
hazvina akadhakwa ari sobha
ajaira yake yenyonga-nyonga

ah shiri hairege muriro wayo
vamwe vanhu vanorwadza samabayo
havana nguva yekug-ya sechig-yo
vanorarama hupenyu se
vasina moyo
eh nyangwe ukamutsiura
nenzeve zvinopfuura
paunotaura anonzwa seunohukura
zvirimaari kubva mukukura

manyemwe nemunyama
zvinofambidzana seblack label nemadison
manyemwe nemunyama
zvinofambidzana se? nechanuwa

ukamushandisira chamba nemupinyi
ahateerere nekuti, inhingi
akarasika semvura muchitini
zvinoda mwari moziva zvinopera rinhi

gara wavangwarira
munzira mako
vanoda kukuvharira
mukadzi wako
votoda kukutorera
saka ndakuudza ngoma iyi ndakukunyorera

saka ndati mwana wenyoka inyoka
agara akadaro zvirimuropa
hazvina akadhakwa ari sobha
ajaira yake yenyonga-nyonga

itori snake, andaconda
ikapinda mumba, ndati ndoiponda
vanhu vefake
vanorwadziwa vanoisa salt pachironda
saka vanedzingutendere? fanike vhiri rehonda
ndavaudza kuti ndovahorodha
nekuti vajaira skiri rekubhawudha
saka ndavaudza kuti vanodoubta
vanogwauta
bvunza baba fire
saka vazviona ndovauraya
nekuti zvakadaro ini ndati maya

??


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...