lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu dee man juvenal boss – summer time

Loading...

dee man juvenal boss: kufara kufara kufara kufara
usazosara nekuti kufara akunazera
mabbe akarova tuma bath rider ngoma ndanyora
mic ndorider

yasvika zvino nguva yechisummertime juvenal boss ndak-mhanya nema rym
-tsika gear bata beer ini ndine wine
wopfeka smart mashes anoda shine-

oto winter mari ndichipanda
summer time to spender zvatakashanda
buda pachena usadye mari wakahwanda
ndeye mushonga here wakamuzu kubanda
usazvi hider tengera mashisi masider
tirikufara kubeach yese taka crosser border
munhu wese akufara ita huree hureee huree
huree

yasvika zvino nguva yechisummertime juvenal boss ndak-mhanya nema rym
-tsika gear bata beer ini ndine wine
wopfeka smart mashes anoda shine-

handisi gafa but nhasi paita party
mabbe akabvisa angosara nemapent
ipool party zvisinei hauna cent
panema kuvha ma drinks zvese nemament
zvimwe hazvibvunzwe ndezvemu parliament
uchida kuzvionera huy wega patornament

yasvika zvino nguva yechisummertime juvenal boss ndak-mhanya nema rym
-tsika gear bata beer ini ndine wine
wopfeka smart mashes anoda shine

oto winter mari ndichipanda
summer time to spender zvatakashanda
buda pachena usadye mari wakahwanda
ndeye mushonga here wakamuzu kubanda
usazvi hider tengera mashisi masider
tirikufara kubeach yese taka crosser border
munhu wese akufara ita huree hureee huree
huree

kufara kufara kufara kufara
usazosara nekuti kufara akunazera
mabbe akarova tuma bath rider ngoma ndanyora
mic ndorider

yasvika zvino nguva yechisummertime juvenal boss ndak-mhanya nema rym
-tsika gear bata beer ini ndine wine
wopfeka smart mashes anoda shine-


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...