lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu damien marcus gwini – chiwoniso

Loading...

chiwoniso

vuliso lesithathu wemuntu omnyama ulimele iqiniso
pfungwa ndodzoona asi ziso chiwoniso
wena omncane mazi umvelinqange uhloniphe noyihlo
ndobhara yanda lavha samukoma w-ngu biko
lizingele wena qobo ulwazi ungamukeli okungeyikho
ko kubayana pachedu vanyamunhu hanziiko?
enza konke ok-mele ukwenza ungalinge ushalazelu bizo
ingori rodza njere iyi, ndochangu chiziviso

damien marcus verse

handinyaradzwe nematakadyakare
ndinenge mwana, handiteerere ngano dzekuti kare kwaiva nani
aiwa handisi mutsva panyika ini
ndaivako futi kare
vane mudzimu havarove, vanofa vachizvarwa vamwe
asi wanakwa usazopamhe
dziva guru idiva kamwe
dede kurindira gonhi remumda wemabarwe
nguva yareba ndiri pabhenji
ndichingonzi paka steady
ndak-mboridawo bheji
kutonga kwaro garwe
nguva yareba ndakangoteiwa nenhamo yemu rokeshen
kubva kudhara-dhara
kubva ndingori mpfanha
paseri pe jura (durawall) pambanana pachibhemwa chamba nana mkoma changa
hapaiitwa dzungu, waiwatsurwa mbama ukadhinda dama
varombo vanochema kuti vatongi vanokara
mhondoro huru dai madeedza mudzimu wa sankara
vapambepfumi vechitema vane gidi nemabara
dede mumunda wema barwe, nyika yaparara
denga rakakangavara mwana wevhu anokanga waya
yangova njake-njake, zindoga, baya wabaya
mugomo muna dread vakaruma mudzanga pamuromo vachiona vari zii
ko vangadii vanodada nehunhu hwakafumuka kunge mbonje iri pahuma
ziso ririmupfungwa, barabada k-muka
mwana wevhu vhuka-vhuka
chinhu chese chine magumo
chisingaperi chinoshura
pasi panodya, paneimwe mhando yezvipuka


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...