lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu brian nhira – unozondida here?

Loading...

verse:
ko ndikasazotaura
ko ndikasazodya
ko ndikaremara
unozondida here?

verse:
kana ndikarwara
ndichikunonotsa
ndika~kona kuk~mirira
unozondida here?

chorus:
munguva dzakaoma
hupenyu hwarema
zvese zvatajaira zvayenda
kunze kwa kwidibira
ndangariro dzapera
unozondida here?
unozondida here?

verse:
ko ndikava chinetso
ndichikugumbura
pasina chakanaka
unozondida here?
verse:
dai ndaiziva remangwana
iyi ivimbiso yandisingakwanise
muzvakanaka ne zvakaipa
ngatichengete rudo rwedu

chorus:
munguva dzakaoma​
hupenyu hwarema
zvese zvatajaira zvayenda
kunze kwa kwidibira
ndangariro dza~pera
unozondida herе?
unozondida here?

bridge:
dai ndai taurazvе
ndaikurangaridza
patakatanga kupinda murudo
takanga tiri vadiki
rudo rwakasimba
ndangariro dzehusiku dzinounza kukufunga


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...