lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu blade mr daywalker – handinzwe

Loading...

pre chorus:
ndogona kutora lipstick yasisi ndoisanganisa
nenurget!
kana kutora masamba mudhen ndoisa zvanku
mupanjere!

chorus:
(inini handinzwe
inini handinzwe
ndine mukonyo
inini handinzwe
ehe inini handinzwe
hamungandigone) x (2)

verse:
ndogona kupinda mubhahwa ndosvika ndodzima tv vanhu vachitona bhora
kana kusvika paden pane vanyarikani ndogona kusiya ndavaplayera p-rno
kana paden vana vachiona zvavo macartoon ndogona kusiya ndavaisira horror
ndini type inogadzira chikweshe ndoisa zidombo mukati ndoti boys huyayi t-tambe bhora
ndogona kutosimuka muchurch pastor vachiparidza ndoti pasi nemandu!
kuri kuchikoro handirohwe nemateacher tinomisidzana toita dhudhu
ndisati ndarara nemusikana w-nku ndogona kutotanga ndatorova guchu
ndogona kusvika ndichiseka,kutogegedzera pamba paitika rufu
ndogona kupinda mutoilet muine matissue asi ndosiya ndapisika nechigunwe!
togona kunodenha ndine shamwari yanku asi ikabatwa ndodeedzera ngaarohwe
ndogona kupinda mkombi ichinzi one dollar ndobudisa ka10c bond
ndogona kuteya makonzo ndomabvura ndomaroaster ndotengesera ndichiti imbeva!

chorus:
(inini handinzwe
inini handinzwe
ndine mukonyo
inini handinzwe
ehe inini handinzwe
hamungandigone) x (2)

verse:
tisu type igadzira mafake c-sscade tonohodhesera mavendor ek-mbare
ndafunga zvekuenda kujoza ndogona kubuda ndakananga neroad yekwamutare!
ndini type inokudenha wakuda kundirova ndokuvhunditsira ndorova tobo
ini ndine mazishamwari hobho
anotoputa dhobho asi handibate kana mogo
ndinogona kungokuk-mbira hembe nyuwani nhasi mangwana dzese ndodzosa ndadzisakadza
ndafunga chifinhu wandituma ndisingade ndogona kunokucherera mvura yemuchemba!
inini handina kukwana ndogona kuti kuna babie ngatichate muna november!
ndogona kuvharira chimoko mudhen pane kuti ndichibate ndoita chekutsunya
kana munhu akasiya sadza rake ndogona kurimukira
ndotoriita chimunya
ndogona kungotanga kuseka kutodonha negotsi
wotog-ya kuti ndinodhunya
ini ndinodyisa asi ukaona maondero andakaita unotofunga kuti ndinogula!

chorus:
(inini handinzwe
inini handinzwe
ndine mukonyo
inini handinzwe
ehe inini handinzwe
hamungandigone) x (2)

……the end………


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...