lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu allan dyce – four 4

Loading...

1st verse:
busy hangu ndakabata door
tonaz yese ndodedzera nesimba so
i can be paid end of month zvinhu zvoita bho
buy me some hupfu so that life haiende papause
the economy is so difficult
fees papasina graft hakuna
and i don’t know what to do because
if i don’t i will starve if i wait i will starve
zviri nani kuridza door ndowana mabonds
kuflexa zvangu ndisina ka bag
grab the steering police topinda padrag
vana gulez nana blaz vozadza kahigh roof
pakadoma togarisa wemadrug
phenomenal – a team
lyrical hanzi i got the hot steam
ndatosvora hanzi im like e white beam
im just starting and you can call this town hymn

chorus:
time up takuchaisaaaa
garai four 4
i see ma big nemasmall
short nematall
simbi dzemoto
garai four 4
four 4 garai four 4
four 4 garai four 4
i see magents ane goat
ladies aboard
vese report
garai four 4

2nd verse:
dzosera
nzvimbo tavatorera
vachaguta nekasour flavour
mukaka wakakorera
team yakahwina futi hapana anotidheerera
sesoja rine nharo kutonga kwaro tichavapedzera
i see them girls follow follow
horseman wemumhanzi kunge sepasleepy hollow
inzwa i rap alone solo solo
im not the most high but im up never fall low
i respect vanoshandira
zvinhu zvavanoda vanotanga vazvitsanyira
when they get to sit and look back vozvifarira
god is in control ndivo vega vanot-tarira
inzwa its hard world man
all night thinking kusvika makuseni
working when its raining
hatichatya kana kurohwa mheni
10 bhera gogogoi paden thats the life hommie

chorus:
time up takuchaisaaaa
garai four 4
i see ma big nemasmall
short nematall
simbi dzemoto
garai four 4
four 4 garai four 4
four 4 garai four 4
i see magents ane goat
ladies aboard
vese report
garai four 4
four 4 garai four 4
four 4 garai four 4
i see ma big nemasmall
short nematall
simbi dzemoto
garai four 4
four 4 garai four 4
four 4 garai four 4
time up takuchaisaaa
garai four 4

last verse:
we jus working so we feed our fams
hatina plan so we hit the door kusvika nhelas
sunday comes then we dress up kuenda kelas
we just pray for a change zvedu nemafelas
mhishi mufakose patown
four four mashure seat down
ndini ndine crown
murikuenda here not now
ko avo mbuya vane brown
hande

chorus:
time up takuchaisaaaa
garai four 4
i see ma big nemasmall
short nematall
simbi dzemoto
garai four 4
four 4 garai four 4
four 4 garai four 4
i see magents ane goat
ladies aboard
vese report
garai four 4
four 4 garai four 4
four 4 garai four 4
i see ma big nemasmall
short nematall
simbi dzemoto
garai four 4
four 4 garai four 4
four 4 garai four 4
time up takuchaisaaa
garai four 4


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...