lirik lagu alick macheso – kutadzirana
[verse 1: al!ck macheso]
kutadzirana, kupopotedzana kunoitika
ndizvo saka kwakava neshoko rinoti iro
chakaf~kidza dzimba idzi matenga iwaya
k~mwe kuburana kunoita kuti tinzwisisane
[verse 2: al!ck macheso]
kubata kana kusabata kuriko mukuvhima
asi handizvo zvingatadzisa vavhimi kuvhima
nekuziva kuti mazuva haanakiba ose
asi kuti zvinotowedzerawo simba reuvhimi
[verse 3: al!ck macheso]
kuwana kana kushaya zvirimo mukutsvaga
dai zvisipo vacheri vegoridhe dai vasipo
nekuoma kwemarwadziro ekuchera goridhe
asi havasiye vanotoenda mberi nekuchera
[verse 4: al!ck macheso]
kutora mwana w~ngu k~muita nhapwa (aite nherera ah)

kutora mwana w~ngu k~muita nhapwa (aite nhеrera ah)
kutora mwana w~ngu k~muita nhapwa (aite nherеra ah)
[chorus: al!ck macheso]
ndakadzidzisa pfungwa dzangu, ndikadzidzisa moyo w~ngu
zvese neropa rangu k~mira nezviripo

isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[pre~chorus: al!ck macheso]
isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[verse 5: jonas kasamba]
hande divine muzenda, wezhira
[verse 6: jonas kasamba, zhili mumbamulapi & orchestra mberikwazvo]
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak~mbelela
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak~mbelela
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu rebel son – redneck piece of white trash
- lirik lagu pesso – hauta
- lirik lagu 16raheem – japanese
- lirik lagu ilysh – out of time
- lirik lagu r4k45h1 – drum mag
- lirik lagu los lirios colombianos – me dicen borracho
- lirik lagu nyxtheshield – lost girl’s ballad
- lirik lagu godinho – sei não
- lirik lagu bigbabygucci – the rush before the fall
- lirik lagu joseph gordon-levitt – i hope that i don’t fall in love with you